Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀 WhatsApp Channel

Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

7.4K subscribers

About Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

App 0777362561 if you're looking for Domestic Help or inboxing details How to write your details Full pic Full name Age Location 🆔 number Age Religion (Denomination) Next of kin and his/her details Last employer contact and location *To those seeking for domestic workers (maids)* Inbox the following information: Location Duties to be done Number of rooms Number of children Off days Age range of maid you prefer Salary App link https://chat.whatsapp.com/D24R5BWhrvrJjPWHUrQKG2 *MY GROUP RULES* *NO WHATSAPP CALL WILL BLOCK YOU* handidi vanhu vekuti kungoisa msg ndikasapindura ipapo ipapo wakuto phona ne app like i always say ndine mhuri, ndinoshanda, hapana pandichaswera pa app 24/7 , vamwe ndevanofona 10pm hanzi ndirikuda basa🙌🏻🙌🏻 *VANOISA ZVIMA LAUGHING EMOJI WILL REMOVE YOU* munhu kana waona kuti basa hauna kurifarira nyarara kwete kuda kuworesa vamwe moyo uchiseka ndobudisa handixhengeti vanhu vanoda kudonhedza vamwe *VANOTI NDIKAISA BASA MOUYA KU INBOX WITHOUT FULL DETAILS HANDIPINDURE* ndogara ndichitaura zvinodiwa paunouya ku inbox ndaisa basa even pama group description zviripo but unonzwa umwe achiti ndarida, ndipei iro, rawana here , handipindure full details akanyora zvine order vanhu dzidzai kuverenga nekunzwisisa, umwe anoona pakanzi 30yrs and above anouya oti am 23 yrs wotoshaya kuziva kuti hudofo rudzii and vanhu ivavo ndovanofona kunge vanopenga *VANOITA PHONE CALL INI NDAISA BASA PA APP WILL NOT ASSIST* ndikaisa basa pa app ngatipedzeranei pa app handidi kufonerwa cz call haisendi ma details and paunenge uchiti kufona kunokurumidza vamwe vanenge vachitosenda ma details iwe busy kufona kuzodai ndakukuudza kuti rawana *VASINA MARI DZEMA AGENT FEE MUSATOMBOUYE HENYU KU INBOX MUCHITI MURIKUDA BASA* ma details munosenda chete ndaisa basa rawada , , if ukatadza ndikasenda rimwe resend your details cz i always clear charts musauye ku inbox muchindiudzire kuti ndoda basa remushop, bar, etc ndoisa mabasa andinenge ndinawo panguva kana ndisati ndaisa raunoda iwewe mirira kusvika ndazoriwana

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/16/2025, 7:40:17 PM

Ndikutsvagawo mskana harare chitungwiza 2 kids vese vanoenda kuchikoro 2 rooms salary 70us off day sunday to start immediately 23 years and below Agent fee 21 App 0777362561 🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

👍 3
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/16/2025, 6:34:18 PM

Looking for a maid from 25yrs Anenge achigara ega pamba isu togara ku SA ndirikuda munhu ane hunhu Salary will start ne $80 Ready to start Fee $24 App 0777362561 🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

❤️ 👍 😮 6
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/17/2025, 2:48:49 AM

Mabasa ese andakaisa nezuro haasati awana vanhu pliz kana une basa raurikuda huya ku inbox nema details akanyorwa zvakakwana Ma details ngaanyorwe ese sezvandakanyora pamsoro apo Ndirikumusha network inenge ichinetsa iwewe ndipo paunonyora zvisina kukwana tobatsirana sei . And munhu ibva wanyora ne mari yaunayo

😢 🙏 2
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/16/2025, 8:01:04 PM

Ndirikutsvagawo musikana vebasa anenge achishandira kumusha kwaRusape basa rake nderekugadzirira vana vexul vana awa itwo magrade 1 then Mai naBaba varipo vepamusha apa then vana ava vazukuru. then pane maGade 4 two anozviitira hawo kugeza ... So basa riripo Pamusha apa kuita washen ,kuchera mvura,kubika ,kusuka nekumukira nekugezesa vana two awo vachienda kuxul Then mamwe mabasa mai vepama apa vanoitawo vanenge varipo 23 years and above $65 Evry saturday Chero ane mwana wake 1 🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀 App 0777362561 Fee 18

😂 😮 😢 ❤️ 23
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/16/2025, 6:28:09 PM

Off anoenda ka one per week anosarudza Sunday or Saturday Age 20 23 Fidelity Munhu anofambira basa rake anogara pabasa Makadii ndikudawo musikana 1 room pay 70 kids 3 started today🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀 Fee 21

❤️ 😂 2
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/17/2025, 2:44:19 AM

Makadiyi ndiri kutsvagawo musikana webasa ku fidelity Pane mwana one imba 3rooms ndotanga ne 80 ndodawo anotanga musi wa 19 may 2025🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

👍 ❤️ 😢 🙏 10
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/18/2025, 12:43:36 PM

Hie dear.is this yo watsup number.. ..ndirikuda mskana mari ndotanga ne 70us ..ndokwidzawo nemashandiro .ndine vana 2..boys grade 3 ...vanotorwa kuskool bus na6am to skool .so by 5am vanonga vatopedza kugeza..... kuglenview 7 ..togara tirir 3.me n my kids. 🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

👍 😂 ❤️ 🙏 16
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/17/2025, 5:09:52 AM

Basa rine murungu anogara ku SA rawana munhu pasara mamwe

❤️ 😢 🙏 3
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/16/2025, 6:34:17 PM

Looking for a maid in Norton 2 kids twins 20 to 24yrs Salary $80 Ready to start Agent fee 24 App 0777362561 🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

❤️ 1
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
Mai Kelsey House & Maids Agent🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀
5/16/2025, 11:31:58 AM

Mvuri maid needed munhu mukuru 2 adult but vazukuru vanombouyawo ma weekends or pa holiday Starting salary $100 Ready to start🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀🥀

❤️ 1
Link copied to clipboard!