
ZIM SHONA JOKES🇿🇼🤣🤘🫴
27.1K subscribers
About ZIM SHONA JOKES🇿🇼🤣🤘🫴
*Road to 30k*♾️
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*Vanhu havana tsitsi shuwa, kunditukira rudo rwandaita hangu😭😭😭 ndamisa taxi ndichida kumhoresa vanhu vese vanga varimo.* https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

*Kushaya girlfriend kwakaoma mari inoita seichaworera mumba shuwa* 🤦🏾♂️😂😂 https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

*Shuwa chisi chako masimba mashoma next door wangu watama nemu kadzi wake 😂😂* https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

*Ndiri driver wevana ve creche kutaura shuwa vabereki dilution ye drink revana haisi kunatsondiitira muri kuwanza mvura kunge vasiri vana venyu*🤣🤣🤣😞 https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

*Anhuwoye muinzwawo sei pain yekusangana nemwana wa ex wako apa usina shamhu*😰😰😂 https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

*Shuwa kudyisa munhu zvekuty anotorerwa nyama nehuku muruoko vamwe vakadzi denga amurione 😰😰* https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

Murume murombo worara nemukadzi mupfumi wopiwa mari tingati murume haasi kubsa here Kubasa ❤️ Hakusi. 💔 https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

Anyone up save for save 🫴

*Murume ngaaremekedzwe nyangwe akabuda maskati akadzoka makuseni unoti "Sorry daddy ndakarara ndega."*😂😂 https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I

_💇♀️Wife shuwa baba Taku chero kukanzi doro rakutengwa nema US💸💵chete munomatsvaga mukamawana asi muchitadza kutsvaga yekuroora why muchida doro kudaro_ *Him doro ndoridira kuti haritengeswe rakavhurwa ndozvivhurira 🙄🙄* 😂😂 https://whatsapp.com/channel/0029VaFYsRyHrDZjyc1aFE3I