
Naison Marufu
1.8K subscribers
About Naison Marufu
MARKETING Tips || Facts || Insights || Trends *+263 718 528 038 || [email protected]*
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

This was our first production at Accerstus some months ago, just after we introduced the service. So we do product shoots, site shoots etc, from conceptualization to production. Creating high quality adverts. https://www.facebook.com/share/v/1AbbrQP33P/

Zivai mashoko ekushandisa kana muchi namata pamberi pevana. wonzwa mwana akunamata Ari ku creche,"Baba inzwai kuchema kwangu imba yangu yoparara Mwari murume haachada kurara neni"๐จ๐ฌ

This Speech was delivered many Years ago but up to date it still carries weight. Sense never expires. https://www.facebook.com/share/v/16UgKJnYXy/

Chishuwiro changu kuzosvika pa G wagon but we thank God nepandasvitswa I never thought this will happen. my effort has finally paid off. at some point i got frustrated but never gave up. Itโs not easy kuwana this type of Merc yaka Parker and take pictures, Rate my photography skills out of 10..Gwagon ndiachaiwana chete


Inini zvamunoita zvekuti mo follower munhu kusvika ane 40 to 60 thousand followers mozotanga kumupa 3 likes pama posts ndanga ndichingoti inini ndisiyei ndiri pandiri ipapo handidi miyedzo ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญ๐ญin fact handidi zvekuyedzwa handisi bhutsu ๐๐๐๐

*kuno kwaedza ndiri mupenyu Mwari akanaka uyu ngakudzwe....kana uri mutano seni.....show me๐๐ปโโ๏ธ....God is faithful all the time*

Ndisati ndarara ndirikuda kungoti, 'Econet makanyanya'๐

Kana ukawana truelove muHarare zama futi nelotto nebetting une luck iwe ๐ค๐

*Mwari kana ari musikana wandiri kudanana naye ari kunonotsa life yangu muitei afambise... Kwakuto kumbirawo...* *Zvekusiyana naye mmm ๐ข*