JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣 WhatsApp Channel

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣

17 subscribers

About JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣

entertainment through laughter,jokes is our mission putting a smile on your faces

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
2/2/2025, 12:27:07 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G *Vese vandakadanana navo endai kuchipatara.. Doctor wacho hameno zvaari kutaura uyu*🥺😢😢😢😢😳😳😳🙊🙊🙊🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️ hv🙆‍♂️

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
2/9/2025, 11:52:51 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G Kana Uchida kuona kuti Vanhu vanenge vachinwa Doro vaine Nzara tenga maZappy uone Uri mubhawa

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
1/31/2025, 4:30:44 AM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G *Neighbour wangu anenge arikuda kuvhura chikoro. Hameno kwaabva ne door rakanzi Grade 7B* 🤔🤔🤔🤔

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
2/2/2025, 9:49:28 AM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G *Murungu anogona ku kisser mukadzi wake kuti amire kupopota, try it kune wechibhoi ma road runner edu aya 😂😂 anopopotera mukanwa mako imomo kana kutokuruma* 🤣🤣🤣🤣

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
2/1/2025, 2:09:28 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G *relationship yakangofanana nekufudza mombe unogona kutombonzwa mabhera woti ndadziwana idzo dzisiri dzako*

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
1/31/2025, 4:26:29 AM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G *AIDS ngaiuye ne mistake. Kwete kuita yekuteera kuChitungwiza.*🥱🥱

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
1/31/2025, 4:20:18 AM

Chihure chete hapana chimwe

Image
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
1/31/2025, 4:19:26 AM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G *nhaimi ko murume akadyiswa anoonekwa nei?* _*sarai muchipindura ini ndakumboenda kuno yanika penti remukadzi wangu pawaya😂😂😂*_

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
1/31/2025, 4:24:12 AM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G Chikomba chakafanana neAids.haufanirwe kuzviziwa.once vazviziwa stress dzatotanga

JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
JUST 4 LAUGHS ZW🤣🤣🤣🤣
2/1/2025, 2:46:50 PM

https://whatsapp.com/channel/0029Vb2aHhHF1YlOd3JiML1G *ukaona muchinyanyo netsana murelationship menyu mutsvuku ndiye ane problem anoda kuzviita murungu*

Link copied to clipboard!