
Zππ~Eππ₯ππ£π₯πππππππ₯ πΏπΌ
1.2K subscribers
About Zππ~Eππ₯ππ£π₯πππππππ₯ πΏπΌ
Are you Looking for *Funny memes?* *Dark humor?* *Football Updates?* *Politics Update?* *Comedy clips?* *Music Updates?* *Hot confessions* We got you coveredπ«°
Similar Channels
Swipe to see more
Posts

*Ma supermarkets anofanira kutarisa Kuti mavhiri ema trolley π akamira boe here... unenge uchida kuenda kuma firiji enyama woona iyo yonanga kuma chunks nema matemba manje kuzopikisana ne trolley mune vanhu hazvizoite unozongonotora machunks achoππ»ππ»*π > Vanhu vakaona ndoita nharo ne trolley π vangasaseka imi....Mari inenge izere zvayoπ»π«£





We lost a brotherπ©π©ππ

*Chambokoπ§πΌββ achishandisa bhaibheri kunyenga bcz zvemashoko anobaya moyo zvairamba* *Chambokoπ§πΌββ:* Une mukomana here? *Susanπ§π»βπ¦³:* Handina *Chambokoπ§πΌββ:* *Gen 2:18* "Jehova Mwari akatizve, Hazvina kunaka kuti munhu agare ari ega, ndichamuitira mubatsiri akamukwanira. *Susanπ§π»βπ¦³:* Handikudei bhudhi. *Chambokoπ§πΌββ:* *1 John 4:8* Usingadi haazivi Mwari, nokuti MWARI RUDO *Susanπ§π»βπ¦³:* Ndoziyasei kuti uri kurevesa nemashoko ako aya? *Chambokoπ§πΌββ:* *Matt 12:34* Muromo unotaura zvizere pamoyo.... *Susanπ§π»βπ¦³:* Manje ndoziya sei kuti wakatendeka muzvokwadi? *Chambokoπ§πΌββ:* *Mark 13:31* Denga napasi zvichapera asi mashoko haaperi *Susanπ§π»βπ¦³:* But why wada ini, vasikana hobho pasi rese *Chambokoπ§πΌββ:* *Prov 31:29* vakunda vazhinji vakaita zvakanaka, asi iwe unovakunda vese. *Susanπ§πΌββ:* But waonei mandiri chaita kuti undide? *Chambokoπ§πΌββ:* *Song of Solomon 4:7* Akaisvonaka, iwe shamwari yangu, hakuna gwapa kwauri. *Susanπ§π»βπ¦³:* Umm, wakuwedzera tunzungu iwe? *Chambokoπ§πΌββ:* *Prov 31:30* Zvinofadza zvinonyengedzera, unaku hauna matura. Asi mukadzi anotya Jehova, ndiye anofanira kurumbidzwa. *Susanπ§π»βπ¦³:* Saka ndikabvuma chii chinoitika? *Chambokoπ§πΌββ:* *Gen 2:24* naizvozvo munhu anofanira kusiya baba naamai vake, anamatire mukadzi wake vave nyama imwe. *Susanπ§π»βπ¦³:* Uhmmmm, sei uchiziya bhuku dzvene kudaro? *Chambokoπ§πΌββ:* *Joshua 1:8* Bhuku iyi murairo haifaniri kubva pamuromo wako asi unofanira kurirangarira masikati nousiku kuti uchenjere kuita zvose zvakanyorwamo. Nokuti nokudaro uchazviwanira mufaro panzira yako nokubata nokuchenjeraπ€. *Susanπ§π»βπ¦³:* Woow, i can see you love God *Chambokoπ§πΌββ:* *Psalms 34:8* Ravirai henyu muone kuti mwari havana chinhu chakanaka chavangashaiwa. *Susanπ§π»βπ¦³:* Mmmm, ok chimbondipa nguva ndifunge nezvenyaya yako *Chambokoπ§πΌββ:* *Philippian 4:8* pakupedzisira hama dzangu zvose zvazvokwadi zvose zvinokudzwa, zvose zvakarurama zvose zvakachena zvose zvinodikanwa zvose zvinorumbidzwa kupi nekupi kana chingarumbidzwa chipi nechipi, fungisisa izvozvo *Susanπ§π»βπ¦³:* wow, Tindo ndinenge ndatokuda ini *Chambokoπ§πΌββ:* *Revelation 22:21* "Amen"

Chidhiri ichi ndogona kufa nemari kumaChinese ππ






Ndicho chiri kudiwa apa


Ko makudhakwa zvekumamira magumbeze?π©ππ