everyday normal guy π₯²ππ½
429 subscribers
About everyday normal guy π₯²ππ½
postponed my suicide just run this meme page. im coping lol.
Similar Channels
Swipe to see more
Posts
Uri single nekuti UNE ma moods kunge muroyi arwarirwa nebere ππ
Ndimi maiti munoda hombe nuw makuti mukaseka mobuda wetiπ
Guyz mabudiro arikuita vanhu boiz ππ kasi ndikubhowa Yes π No π
Effort yauri kuisa my relationship mako dai urikusa mu garden dai ukurima domari rakaipaπ€π½π
Zviri gay hr kuliker post reumwe muface
Hee hawana kufitana this is a relationship not a outfit yamai wako yepinkπ
Kupera hakunetsi bvunza Leo Magoz na Brain jeck wanozvinzwisisa
Makuseni anhasi arikuda yoghurt ne tsamboπ«