Daily Str3ss Drug  WhatsApp Channel

Daily Str3ss Drug

3.3K subscribers

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 8:26:09 AM

Zvakanakira kudanana nemukadzi muhombe kwauri ndezvekuti chero ukamu poster vanhu vanotofunga kuti nditete vako 🤣😅😅 https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W

😂 7
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 11:33:04 AM

Chihure nedoro hazvimbopedza Mari Asi problem wagara hautorina zvako Mari yacho Giribheti https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W

😂 👍 5
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 5:55:02 AM

Totozvinzwisisa kuti ukungodzokera kwaari kuitira body count irambe iri low hayo...🧑🏾‍🦯 https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W

😂 4
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 8:25:27 AM

https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W *👩🏻: tete I think I am pr£gn@nt* *👩🏿‍🦳: Ah how come ini ndakakuroya kuti usazvare iwe mwana waBrady😨🙆‍♂️*

😂 😮 😢 11
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 6:26:56 AM

Zvinobatsirei kuswera uchitaura chirungu manheru wodya sadza nemazai🤔🤔

😂 😮 🙄 11
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 5:31:12 AM

Ndine problem yekuti ndikangopinda muLove ndinobva ndapusa kuzungaira chaiko, ndinotozongwara kana ndarambwa 😢😢😭😭https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W

😂 😢 😭 8
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 12:40:25 PM

Ndiri driver wevana ve creche kutaura shuwa vabereki dilution ye drink revana haisi kunatsondiitira muri kuwanza mvura kunge vasiri vana venyu🤣🤣🤣😞 https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W

😂 10
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/22/2025, 8:48:31 PM

My age is very rare, some get married, others get pr3gnant. I still watch cartoons while eating😂https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W

😂 ❤️ 11
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 5:29:58 AM

Sorry nekukudzoserai kumashure Valentine's Present wakazopihwa??😂https://whatsapp.com/channel/0029VaCQ3xM1iUxdhqlq833W

😂 😢 💔 9
Daily Str3ss Drug
Daily Str3ss Drug
2/23/2025, 8:24:28 AM

Nemanyepero anoita vakadzi so azvishamise kuzvara kuchitekenyedza😂😂😂😂😂🤝🤝🤝😅😅

😂 😢 7
Link copied to clipboard!