The Daily Dose๐Ÿ‘Œ WhatsApp Channel

The Daily Dose๐Ÿ‘Œ

237 subscribers

About The Daily Dose๐Ÿ‘Œ

Your daily escape from boredomโœ๐Ÿพ๐ŸŽฏ Where humor meets motivation๐Ÿ‘Œ๐Ÿฝ๐Ÿซถ๐Ÿพ

Similar Channels

Swipe to see more

Posts

The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/20/2025, 3:48:38 PM

Saka Zvekuti taiva ma prefects ku primary hazvisisina kana basa mulife.

The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/16/2025, 5:42:26 PM

*Vana baba vamai poster waitoona wega kuti mhamha vakagarira vana* ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿ™Œ๐Ÿพ๐Ÿง๐Ÿง https://whatsapp.com/channel/0029VaOxI5K6hENyzb1NXi25

๐Ÿ˜‚ 1
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/13/2025, 7:22:06 PM

*Flue nemanyoka hazvidi panguva imwe chete umwe aita inonzi HETSURAPATATA kuno...*

๐Ÿ˜‚ 1
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/13/2025, 6:39:07 PM

*ndiwe zvako Unodanana nemukomana anoisa birthday loading pa status*๐Ÿง๐Ÿง

The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/14/2025, 12:30:44 PM

*My first week at college I thought Ndiri ku mortuary vanhu vachikumbirana zvitunha ๐Ÿคฃ*

The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/15/2025, 7:36:14 AM

"Can we share your burger?" Whites: Yerh sure no problem Zimbos: handina chandambodya kubva monaz wangu.

โค๏ธ ๐Ÿ˜‚ 2
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/13/2025, 4:58:44 PM

*Kuzora make up ingori message yekuti, "Ndakashata" ๐Ÿ˜…๐Ÿคฃ* *Uye I don't trust my original face* I'm not here for violence hangu.... kungotaurawo ko hatinganyarare isu takagarisana kaaa ๐Ÿ˜‚๐Ÿคฃ๐Ÿ˜…๐Ÿ˜…....

๐Ÿ˜‚ 1
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/19/2025, 4:12:52 AM

*Kudherera kwakadii roja kuuya kuzogara pamba pangu nembwa ๏ผŒapa kana ndaakubva kubhawa ndotanga ndafona kuti sungirirai imbwa dzenyu ๐Ÿ˜จ*

The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/13/2025, 6:37:32 PM

*ukaona relationship yakunzi newewo wanga wakaisa muskana pa status nezuro ndikanyarara haina kwaichaenda*๐Ÿฅน๐Ÿฅน๐Ÿ˜ญ๐Ÿ˜ญ๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿค“๐Ÿค“

The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
The Daily Dose๐Ÿ‘Œ
6/12/2025, 5:54:57 PM

*Unonzwa munhu achit I'm single apa iye akagera choya ๐Ÿ˜œ mubvunzo unoti munoundurirei huku pasina anoidya?*๐Ÿ˜œ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

๐Ÿ˜‚ 2
Link copied to clipboard!