English & Combined Science WhatsApp Channel
English & Combined Science WhatsApp Channel
February 10, 2025 at 04:47 AM
Huya utaure naMa'am Bozho utange kudzidza kuinbox kwako. Ma'am Bozho is a dedicated teacher. Vanoda basa ravo, saka vanodzidzisa nemoyo kusvika wanzwisisa. She offers a wide variety of subjects, saka ingouya titaure. Time irikutofamba usati watanga. Usazochema muzama, nguva yekugadzirira ndiyoyi! Kana usati watanga watononoka asika ukachitanga naMa'am Bozho izvozvi panoshandwa, woenda kuzama uchizivawo. Tinoda kuti tizopemberere kana maresults abuda. Ma'am Bozho vanoziva zvema A chete. MaB ehe anozouyawo asi 'A's are guaranteed to her students. Try her now before it's too late!
👍 😢 ❤️ 😂 🙏 19

Comments