Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
February 15, 2025 at 12:18 PM
hie Karen pliz hide....3 years in marriage varume hatina zera navo ini wangu akandiputsa moyo wangu zvekupera mafeelings all along pane vaaiti mbuya kune kumwe kwaaishandira vachitotengerana hembe ini akatombonditengera mapumps but andina kumboita intrest nawo ndakamapa mumwe munhu mbuya vacho munhu mukuru atori nemurume wake and hapatorina ukama but kuzozviziva later ndabata mamessage muphone make emareviews ezvavaiita pabonde and nezvavaida fut kuzoita kana vasangana and it seems even murume wavo mbuya ava aitorohwa woo ten zero language yaishandiswa ipapo since ndaroorwa murume wangu haasati amboitaura mumba ukatoda kuve romantic kwaari anotokuti date minded. now I mind my own business ndinonyarara but zvinoramba zvichindidya moyo nekuti every time pandinowacha hembe dzacho dzaakatengerwa zvinondibata. iye haana kumbobvira akaita sorry kubvira ndabata mamessage aya uye anoti kana taita nyaya ngatipedzei toga but kuti iye aite admit paanenge atadza haaite izvozvo. ndodiiwo hama dzangu nehembe idzi dzirege kuramba dzichindidzimbira moyo wangu? https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N Send views to: +263773628373 KAREN +263716706773 Mimie❤️ +263780470043 Gee 💥 *Try to send to anyone of the above numbers which will be online or recently online*💥
😢 😭 😂 💔 11

Comments