
Confessions🇿🇼Zm
February 15, 2025 at 04:40 PM
Hide plz ,ini ndine kanyaya kandinoda kumbokuzivisai uye mugondiudzawo muono wenyu ,,1 murume wangu anoti akanzwa chaanzwa auyi achibvunza zvakanaka anotaura nyaya yake akatsamwa zvekuti tinosvika pakupindirana mhedzisiro otsamwa toita wiki pasina ataura neumwe plz chimbori chii ini ndotozvishayawo henyu haaa pamwe pacho ndosvika pakuudzwa kuti usachibata Mari yangu andizi kut chii Tete ende kunetsana kwedu kubva zvandakasiya vana Kuna Mai vake andina psy henyu ende mashoko mazhinji anobva kumusha oudzwa iye ini ndozovhunzwa munhu akatsamwa henyu andichazii ndodii chaiko ini
https://whatsapp.com/channel/0029VaPqbtLH5JLuvhQKf43N
Send views to:
+263716706773
Mimie❤️
+263780470043
Gee
+263773628373
Karen
💥 *Try to send to anyone of the above numbers which will be online or recently online*💥
❤️
1