Confessions🇿🇼Zm
Confessions🇿🇼Zm
February 15, 2025 at 04:52 PM
Hie mimie ....uyo wekuti wekuti Handina kunzi happy Valentine dayi akazviruza coz anedzungu chairo sure anatsotaura kuti mkomana wake anomuda saka zveVale inebasa reyiko one day iroro 🤣 ndaasatamba nemoyo yevanhu achidaro Pamwe pacho boys tinenge riri serious nekuti kwatobva kwakasiyana siyana iye oda kuita mafanizi zvake aaah ndozvinoita mahure izvozvo
😂 1

Comments