
FloTheStylist
February 13, 2025 at 02:31 PM
*Dear Housewife*....
It doesn't matter you're always home...Take a bath , put some Deo, comb your hair and wear some nice and clean clothes.
Vanhu ngavadzoke kumabasa vokusvikira uchiwonekerawo uri pamba ipapo. Imwe yamunenge muchiti depression inozowedzerwa nekuswera nePulling socks musoro.
Wakambozviwona kuti ukageza ukapfeka zvakanaka unonzwa even mood yatochinja and you feel much much better. Usazonyanya bvuu yacho. Geza wongonakawo pamba ipapo , munhu gara uchingoonekera.
❤️
🙏
👍
😮
191