TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
February 14, 2025 at 09:09 AM
*Hie. May you post my confession, ndakavhura hombe and I don't know the way forward. So what happened is I have a child with a certain guy. Kubva zvatasiyana he refused kuchengeta mwana, infact even kumuziva chaiko he doesn't know her so for years takangogara takadaro earlier this year mwana achitanga form 1 ndakatora fon yamai vangu and texted him, I just said makadii mwana haasi kuenda kuchikoro since zvakashaya mai vake, tibatsireiwo nemari kkkkk he was surprised zvikanzi oh shame ko vakashaya rinhi, then kubva ipapo anombotumira a little bit of money some times 20 or 30 $ . I say a little bit of money because he can do better than that kana achida hake. It only pains me kuti so he is now contributing because he thought ndafa? If he knows I'm alive he won't. So gore rese iri raari kuita randomly sending Mari he never asked kuti iye mwana wacho Ari sei or ambori grade ani but today he texted pafoni yamai kut I'm coming into the country pafestive I want to come with my relatives kuzoona mwana. So my mom vari kupopota , she warnêd me about the lie from the beginning. So ndodii nhaimi ndongoti auye and ndombobva pamba on that day. Mwana Ari kutiwo she doesn't want to meet him ndisipo it's awkwârd. So mom vari kuti taura kuti I'm alive I l!ed coz ndaida help*
😂 👍 😢 ❤️ 🏃‍♀️ 👊 👩‍🦼 💩 😮 🥲 48

Comments