
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
February 14, 2025 at 01:18 PM
hie tjay maswera sy. ndri murume ane 45 years mkadzi wangu 30 nezuro akangobva pamba achit ari kuda kunorukwa kusvikira zuva ridoke ndafona phn yaramba ndaenda kwaanosimborukirwa zvkanz atina kumuona. kuzoti zuva radoka ndave kubika munhu ndokuzopinda mumba zvkanz ndazoenda kunorukirwa kutown asi munhu wacho andina kumuona ndaswera ndakamirira. ndbva ndamut horyt.ko wazodzimirei phn zvkanz patainge tiri padhuze nemaoffices egvmnt hapade maphone.ndkat okey. thn ndobva ndabika ndchiomupa chkaf zvkanz ndakaguta ndkat wadyei zvkanz ndazoshandisa pondo pamari yandandichida kubhadhara musoro. so ndakazodya zvangu nemwana wang aft smytym taenda korara kunot bonde munhu akatanga achiramba ndazomumanikidza ndione munhu akashevha but maxen paainge asat ayenda tainge tatomboita but ainge asina kushevha so apa zvaka zondishamisa munhu ainge achit aswera ari busy. but semunhu anonzwisisa ndakangoteerera zvakataur achit ashevha after tapedza. so nhas amukira fut kuenda kutown. kuye since morning hapana phn yke iri off. haasat adzoka. Apa haana kumbondikumbira imwe mari yekuwedzera pakugadsirwa musoro sezvo achit akadya imwe nezuro.
ndngadaro ndri kunyanya kuchengera hre🙏🏽 or pane zviripo😢 pliz help me
😢
😂
😮
👍
🙏
🤔
🤣
🍆
🍌
💔
133