TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
TEEJAY🇿🇼 OFFICIAL🇿🇼 (TINASHE MUGABE DNA 🧬🇿🇼) AND SEKURU CHIREMBA🪽 : SKINCARE REMEDIES🌿 & CONFESSIONS🤲🏽
February 14, 2025 at 02:26 PM
hie tj hide. ndri mskan ane 20 years ndogara muSouthley park zvakaitika ndezvekudai panext pedu pane murume anogara ipapo akaroora ane mari dzake. Saka pese pandaipfuura chiend kuchkoro aindiona but aitozobatikir but akazondinyemga and i mistakenly fall in love with him. Pfungwa dzaitoziv kut munhu uyu akaroora but .. munomgozivaw moyo.. i just syd lem me try a bit.. but i ended up ndaperera then. wht happened is tht murume uyu akazondivharira mumba make same bedroom raanorar nemkadx wake akarara n ndiye akatotanga. kurar neni thiugh ndaitomboramba akandinyengerera akaita simba . but now ndave nenhumbu akundit usabise nhumbu.. tchazoona kuti toita sy..ndkuroore asi nguva iri kufamb wht exactly shld i do. pliz 🤝vanot mutizire 🤝vanot bvisa nhumbu ❤vanot muendere kupolice
😂 ❤️ 🤝 💩 👍 😢 ☹️ 🍆 😮 🚮 46

Comments