TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
February 12, 2025 at 11:55 AM
Hie nyaya yangu pa group ndiri murume anemakore 37 ekuberekwa mugore ra 2017 ndandiri Zimbabwe konova ndokumusha kwangu ku chipinge. bvandaenda ku n'anga ndichida mari ndakapihwa mushonga wandakapihwa zvikanzwi moshonga wandakupa ndewekudiwa nevakadzi vanemari saka kana warara nemkqdzi wese unochengeta condom raunenge wapedza kushandisq ndikati ok akandipa kambiya kandaizo Kanda ma used condom aya saka ndakabva ndaparadzana ne n'anga yangu iya ndobva ndadzoka Kumba kwangu ndichisvika ndakasangana neumwe mukadzi aifamba ne bmw achibva andibvunza kuti ndekupi kunema logde akanaka ndobva ndanomutaridza akati thanks ndokundipa 100 us akati ndokumbirawo uzouya kunorara kuno bcz ndiri lonely ndikabvuma ndakaenda Kumba ndokudzoka ku logde kuya bvatasviranq zvemhando yepamusoro akandisira 300 us ndobva tapesana makuseni ndakasvikoisa ma condom aya mumbiya ndichinotarisa mangwana acho wanikwei makazara ma us ma rands nema bond mari yakaita yakawanda now chakundinetsa mari haisi kupera Ini handichaidi zvese ndakavaka dzimba ma track Mota complex ndakavaka Mutare neku chipinge saka ndokumbirawo vanoziva kuti ndingaba tsirikana kupi mari ndokumika yakazadza dish hombe everyday plzz ma cozen help or ndipeiwo number dzevanhu vanobatsira yandinayo yakwana hapana kana munhu akambofa zvake but mari yandanayo yawandisa
😂 😮 😢 ❤️ 👍 😳 🙏 🤲 🥵 41

Comments