TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
February 12, 2025 at 04:38 PM
Hie am 27 yrs old woman married to a 32 yr old husband. Ndiripama1 kumba mufunge. Two days ago
pandakabva kunogeza brugwa randaida kupfeka raive rakabvaruka paside saka ndakaritora ndokutanga kusona ndakagara hangu pasofa. Ndichingopedza shamwari yemurume yakabva yanoka ini ndakangoti
pindai pandakaona kuti ndiye ndakakanda brugwa kuseri kwesofa ndokumumhoresa. Murume akabva asvika vakatanga havo kutaura nyaya dzavo ini ndakagara hangu. murume wangu akazotarisa kuseri kwesofa
ndokuona brugwa rangu. Akabva anditi huya mubedroom. Ndichingopinda kwakundifugura akaona ndisina brugwa. Akabva anodzinga shamwari yake. Ini ndakaedza kuexplainer but nanhasi shasha yakaita kufuta haisi kunzwisisa. Ndomuudza sei kuti
azvibvume kuti ndaisona brugwa?
Uriwe murume unozvitenda here izvi ? inini ndine kuchechi kwandanga ndichienda asi yooh vanoda mari veduwe apa kunoti free will, koti love offering koti dzimwe mari hobho dzine mazita nemazita apa unonzwa ivo maEredha vachiti yaah Mwari vanoda kunyatsopiwa mari inotangirawo pazvi 100 rand zvichikwira kana ukangobvisa 20 rand sekuti ndiyo yaunayo unotozobatikana wapakuridzwa apa zvegumi yoooh ndakutsvaga hnku imwe chechi inongoita zvekunamata chete bcz kuparidza kwachona handimbokunzwe vanongoita zvemari chete🙌 Hie am 27 yrs old woman married to a 32 yr old husband. Ndiripama1 kumba mufunge. Two days ago
pandakabva kunogeza brugwa randaida kupfeka raive rakabvaruka paside saka ndakaritora ndokutanga kusona ndakagara hangu pasofa. Ndichingopedza shamwari yemurume yakabva yanoka ini ndakangoti
pindai pandakaona kuti ndiye ndakakanda brugwa kuseri kwesofa ndokumumhoresa. Murume akabva asvika vakatanga havo kutaura nyaya dzavo ini ndakagara hangu. murume wangu akazotarisa kuseri kwesofa
ndokuona brugwa rangu. Akabva anditi huya mubedroom. Ndichingopinda kwakundifugura akaona ndisina brugwa. Akabva anodzinga shamwari yake. Ini ndakaedza kuexplainer but nanhasi shasha yakaita kufuta haisi kunzwisisa. Ndomuudza sei kuti
azvibvume kuti ndaisona brugwa?
Uriwe murume unozvitenda here izvi ? inini ndine kuchechi kwandanga ndichienda asi yooh vanoda mari veduwe apa kunoti free will, koti love offering koti dzimwe mari hobho dzine mazita nemazita apa unonzwa ivo maEredha vachiti yaah Mwari vanoda kunyatsopiwa mari inotangirawo pazvi 100 rand zvichikwira kana ukangobvisa 20 rand sekuti ndiyo yaunayo unotozobatikana wapakuridzwa apa zvegumi yoooh ndakutsvaga hnku imwe chechi inongoita zvekunamata chete bcz kuparidza kwachona handimbokunzwe vanongoita zvemari chete🙌
😂
❤️
👍
😢
🤣
🥹
13