TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
TIKMAN ENTERTAINMENT 💦
February 13, 2025 at 09:54 AM
Post nyaya yangu Pana mai vanogara opposite pamba pedu vane tuckshop rimwe day ndakuenda kubasa ndakasiya ndavati ipai vana 2 loaves nemazai ndouya ndokupai mari manheru ndakubva kubasa Manheru acho ndakadzoka late kwakunaya ndikati ndovatambidza kuseni ndakuda kuvapa kuseni vakati musandipe vana vakandipa mari ini manheru ndanga ndabvunza vana vakati hatina kuvapa Ndakazokwereta futi ndichiti ndouya ndokupa mangwana Zvinhu zvaiva zve 4 dolas Pandakanobhadhara vakaramba hanzi vana vatipa vana vangu vanoramba kt ndavapa mari Vana vangu harisi zera diki vatova vanhu vakuru vekt vanoziva kt gas rapera mhamha havapo vanofiller Food vanototenga nkt vanoshanda vese Saka hapana pavangati hatina kuvapa mari ivo vasina Mai ve tuckshop ndingati kukanganwa here Mmm ndaona ndabrokesa tuckshop yavo Last time ndakatora zve usd 12 vakati vana vandipa ivo vana vanoti hatina Chingave chii nhai ??? Hamdisi.munhu a orarama zvepamusoro pekt mungafunge kt ndinganzi ndakaromba I'm confused Nhasi Rega ndinokwereta futi
😂 😢 😮 ❤️ 🙏 ☹️ 🍳 👍 😹 🙌 51

Comments