Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 13, 2025 at 06:27 PM
*Mwanasikana Ane Makore 25 Okuberekwa Anogara Akavharirwa Mumba naAmai Vake Vanonzi Vanoita zveManjuzu -Video* ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ FOLLOW NEWS CHANNEL https://whatsapp.com/channel/0029VaaCUE11NCrYGxAHbf0P *TOᑭ 𝐒TOᖇIE𝐒* ~*___________________________*~ Vamwe amai vanoita zvemanjuzu varikupomerwa mhosva yekuvharira mwanasikana wavo mumba ane makore 25 okuberekwa vachimupomera mhosva yekupenga. Vavakidzani vanoti mwanasikana uyu aishanda semudzidzisi, paakauya nemukomana wake achiti anoda kuroora pasina mazuva akawanda anonzi akatanga kurwara ndokusungwa necheni achibva avharirwa mumba. VeChibanda media vataura naamai ava vanoti, " Mwanasikana wangu ane chivanhu chiripaari chinoda kugadzirwa kana nguva yakwana vachachigadzira." Inzwa zvizhinji panyaya iyi pavhidhiyo ratsvetwa mugroup ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😮 🙏 😢 👍 😂 10

Comments