
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 13, 2025 at 06:32 PM
Hie mai Chisamba
https://whatsapp.com/channel/0029VaaCUE11NCrYGxAHbf0P
Vigai chitupa ndine nyaya yangu yandishungurudza
Ndirimurume anemakore 32 ekuberekwa,mugore ra2015 ndakaendawo kun'anga kuBindura mushure mekunge ndaona kuti vezera rangu vave nemota nedzimba ini ndisina kana chinhu,my aim was kutsvaga mushonga wemabusiness asi ndakasvikoudzwa a big task zvekuti hana yakamborova,n'anga yakati ndaizofanira kuuya netsoka yemunhu mukuru iyo yayaizoshandisa kugadzira mushonga wekutsvaga mari,dambudziko ndaizofanira kuuraya munhu kuti ndiiwane,ndakazvishingisa semunhu aida mari ndikauraya munhu kwamutare ndobva ndamuviga kwakuenda netsoka iya ndokugadzirirwa mushonga wangu,ndakatanga nekutengesa mazitye zvikafaya kusvika ndavhura shop ndikaita mari yakawanda ndikatenga dzimba nemota dzakawanda asi chakaitika ndechekuti ndazoroora mukadzi ndokuita mimba mwana akazvarwa zvakanaka asi akarasa njere pese paari anenge achingoti tsoka yangu achibata the very side randakagura tsoka yandinoshandisa pamari zvino mukadzi azvitakura futi apaakaudzwa kuchurch kwavo kuti murume wako ngaareurure otherwise kuzvara jwenyu kuchanetsa apa yatove ne6 months nhumbu yacho ,moyo wangu watambura mufunge ndodiiwo veduwee
☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😂
😢
😮
🙏
💔
😭
☠️
⚰️
👍
😄
56