
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 13, 2025 at 07:25 PM
Hie so ndina dad vangu vanonetsa especially kana vakudhakwa Havana respect namomz apa vanozviita pamberi pevanhu.Ndibvunziroo Kuma cousins kuti ndingaudza mudhara hre kuti zvaurikuita hazviite apa chaoukundirwadza ndechekuti ndne sister yakuda kuroorwa anogara achitya kuti hazvizo affecter marriage yake here nekuti ndati mudhara akadhakwa ma1 haana kana respect mamwe mashoko aanotaura haaite. Imagine munhu anotanga kutuka moms achivaudza zvekuti b** ch renyu wat wat.. pavanhu. sisitran tese same same... ndogona hre kana kutombovarova ini im tired
Hide id
vatsiure...❤️
siyana navo 😂
https://whatsapp.com/channel/0029VaaCUE11NCrYGxAHbf0P
☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
❤️
😂
👍
🙏
😢
☠️
👊
😡
107