Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 13, 2025 at 08:32 PM
Mai Chisamba Ndadzoka ndini uya weku complain'a coz of kukurisa kwe mat*nj* a bae. https://whatsapp.com/channel/0029VaaCUE11NCrYGxAHbf0P ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ Yeah, ndoda kipindura mamwe ema comments. Kune twurume twaiti hee hauzive zvinhu zviribho, garai pasi muzorore coz you are not wearing my shoes right, I'm the one who knows where the shoe P!nch£s. Just know kuti "too much of anything is not good." eg mb*ro inodawo hombe but ikazokura zvekudaro haa unoita single ne luggage yako. Magaro tinomada akakura but akazonyanya kukura futi zvinodhakwa. Mukadzi akanyanya kunaka zvekumhanya futi inyaya iyoyo. Right, thanks kune ma sisters akapa ma advices kuti anozoita hawo boe as time goes maona. I played detective panyaya iyoyo akandiudza kuti zvakafamba sei. Ndinotoziva ma benefits e dinj* guys musamhanya. But vakadzi makakomborerwa , tichikuonai muchifamba hatizivi ma AK 47 amuinawo. Varume vaitaurisa vachindituka muno pliz mugere hapwa, mugere choya , mugeze kudhodho kwete kupinda mu b£d uchinhuwira madam duzvi, kusemesa. Not mese but unotoona type yacho through ma comments, mukweshe mukamwa. l thank you. ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😂 😢 🚮 ❤️ 😮 35

Comments