Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 14, 2025 at 05:21 AM
hide tete tilda handizivi Kuti ndodini nemusikana wangu, ane ma feelings akanyanya or zemo pachishona.Kungomubata Bata anowa opfunda muromo Kana kutaura anenge asisagoni unoita yose yawada akasticker achingofemera pamusoro maziso anotsvuka kunge ropa.Pandinopedza bonde anomboramba akati zii Kana ozoti bembenu later.Ndirikutyira Kuti pamwe i easy target yevanhu vakawanda anorooreka here nekuti hazvisi normal. https://whatsapp.com/channel/0029VaaCUE11NCrYGxAHbf0P ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😂 ❤️ 😮 😢 🍆 🏃‍♂️ 👍 💦 😭 🚮 36

Comments