Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
Nhau DzeShona, Confessions & Secrets.🇿🇼
February 14, 2025 at 10:09 AM
chitupa rasa,nhai ndinodawo kumbobvunza wo varimudzimba umu kuti zvinoita here vanhu vachangotanga kuwanana vaite mazuva vasingaite bonde kakanyanya.Nyaya yandiudza pano ndeye murume wangu anoti ngatiitei bonde weekend chete Sat ne Sun apa kuita kwacho ndekwekungoti kotama hapana kana r0m@nc£ apa ini wacho ndinenge ndakaoma.Handizive pamwe ndirikunyanya kuenda kumberi hangu,hatina nguva refu tawanana 2months hadzikwane.Ndikamubvunza kuti sei uchidaro anoti handizvigone plus ndinenge ndakaneta..ndibatsireiwo veduwe..ndatenda hangu https://whatsapp.com/channel/0029VaaCUE11NCrYGxAHbf0P ☛ ᵖˡᵉᵃˢᵉ ʳᵉᵃᶜᵗ ⇆ˢʰᵃʳᵉ
😢 😮 😂 🏃‍♀️ 🤔 🫂 31

Comments