Prophetess Deborah Ministries
Prophetess Deborah Ministries
February 12, 2025 at 05:50 PM
Mma mkadii nababa navose vmunobata no ndauya netestmony imwefuti marriage ynga yovava asi mwri wenyu uyu ndamutya tavkutoita nyaya nababa nekupiwawo kadollar kedrnk kna upenyu chaihwo huri kuchinja makaita mama kuuya kusunungura nyika itirwai zvkanaka sare kuti ndidyewo mafukidza dumb uye knamata knobhadhara
🙏 ❤️ 👍 😂 😢 😮 177

Comments