
Prophetess Deborah Ministries
February 12, 2025 at 06:58 PM
Makadiii Admin namama Propheties Deborah nevese vamunobata navo ini ndine testimony yangu ndiri munhu aigara achiwawiva kusikarudzi uku ndaikwenya zvekutopedzisira kwaita tumaronda zvanga zvakundidya moyo kuti chingava chii chakuitik munyama dzangu zvanga zvatonenguva zvichingodaro asi kubva pakaiswa audio namama yekuti kna unemaronda arikunze or vanovaviwa kusikarudzi tora mvura yko wonamata neaudio iyi kna wapedza wogeza 5 times panemaronda pacho ndakaita sekudaro kubva ipapo kna kuzombonzwa kuvava kuya zvakapera ndoda kungotendawo nemunamato yenyu inesimba 🙏
🙏
❤️
😢
😂
👍
😮
165