Prophetess Deborah Ministries
February 12, 2025 at 08:55 PM
Makadii admin nevose varimuchannel ino yenyasha ndoda ktanga nekutenda mama debora vakandidzizisa knamata ini ndakapiwa link iri nemuninina wangu pave nenguva yakakura asi satan anga akandisoma ndaingoti ndikatanga kuda kutevedzera maaudio nyange kuverenga natestimony evamwe foni yangu yoita problem kunyanya kutofa asi ndakaita nharo nezvine nharo ndakaisa kaoffering kadiki munadecember ndine maprayer requests akawandisa asi ndakaona kubata kwamwari ndaigara ndichingoti dai ndawanawo foni inoita ndibatane namhamha nenguva coz yandaiva nayo yaisambobata netwk ndaitozoona maaidio after mazuva akawanda asi nesimba riri munamhamha ndakanamata nezvefoni ndiri kufara ndakatengerwa neumwe wandir kufambidzana naye murudo maprofetic instruction andakapiwa ndakamaita kaviri kese mhinduro ndakagamuchidzwa aiwa nsine mufaro wakanyanya ndakadzikinurwa kbva kmaspirituak husbands anova iwo akakonzera kuparara kwemariage yangu uye kdzikinurwa kubva kmusterbation zvinova zvaiitwa nasatan ndotenda nezodzo randiri kuona muno ndinovimba ndicharamba ndichinamata nekutenda kti zvose zvandoda zvindifambire zvakanaka nyasha dzandakasangana nadzo muno dzakawndisa ndotenda mwari vamhamha dee itirwai nyasha muraraniswe kusvika matidzikinurawo kumaalters akaiswa nemuvengi paupenyu hwangu thank you jesus
🙏
❤️
😂
👍
😢
102