Prophetess Deborah Ministries
February 12, 2025 at 08:58 PM
Makadii henyu mama Dee nemaadim ose arimuno ndauya netestimony yangu ndinodawo kutenda murandakadzi prophet Deborah nebasa ravarikubata ndrimunhu ayisagonawo kunamata but kupfurikidza nemaodio andirikuteerera nguva zhinji yangu yakuperera kunzwa kushoko ravo nekuverengawo matestimony evamwe uye zve ndaiva munhu ayifarira kuverenga zvinyadzi but kupfurikidza nemaodio andirikuteerera nguva yacho handichina ende handichazvitendera futi muhupenyu hwangu imwezve testimony yangu ndri munhu ayigara achichema nguva zhinji nekuda kwemarriage yangu murume wangu akaroora kusouthafrica Africa gore rese rapera ayisa taura neni but kupfurikidza namwari wamama Dee ndri kuona kubata kwamwari avakukwanisa kutobvudzawo kuti vana vakadii ndinooga zvikuru mwari arimuno mwari avenemi akuchengetei ndinovimba namwari aripano kuti marriage yangu ichamuka chete
🙏
❤️
😢
👍
😂
😮
119