Prophetess Deborah Ministries
                                
                                    
                                        
                                    
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                February 12, 2025 at 09:01 PM
                               
                            
                        
                            Amen ndoti rufaro kwamuri mama vedu nevamwe vose vamunoshanda navo pabasa raMwari ,ndakapinda muchanel last week Friday bvandatanga kuverenga matestimonies evamwe uye kunamata nemaprayer points chandisikukwanisa kutevedzera maaudios nekuda kwekumanikana kwepandirikugara asi ndomateerera hancu,ndaive munhu aakuneta kunamata nekuda kwekuti ndikuona senge ndikunamatira pasina ndandakungorara nekumuka semhuka asi kubva zvandapinda pano ndakukwanisawo kumuka 12midnight na3am ndichinamatawo,pakutanga kwakaita 3days praying and fasting ndakangozviudza kuty yangu Mwari ndoyamusingakwanise cy dakutopindawo pamutsanyo iwoyo ndoda kungotenda Mwari nekundikundisa ndakwanisa kutsanyawo for the first tym in my life ndaive ndisati ndambotsanya ndovimba ndikaramba ndichishinga mwari vanondisunungura munezvizhinji ndoramba ndichivapupura Amen
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            👍
                                        
                                    
                                        
                                            😮
                                        
                                    
                                    
                                        163