Prophetess Deborah Ministries
Prophetess Deborah Ministries
February 13, 2025 at 05:10 AM
Makadini mhamha Deborah nabb vedu mwari navose vamunoshanda navo ini ndakapiwa link iyi muna Dec but ndakanga ndisina nguva yekuteverera mamsg amhamha Deborah .Ndazoti ndasiya basa ndava kugara pamba full tym ndakazoteerera maaudio enyu ndakanga ndiri munhu airwara but urwere hwangu hwanga husingaonekwi but inside my body ndaiva nezvaindinetsa ndaiita semunhu ane chinhu chiri kufamba muropa rangu ndichita semunhu anobaiwa netsono but not kunze mukati mukati but pandakaranga kuteerera maaudio enyu mhamha ndakasunungurwa pane zvandainzwa ndatova nevhiki rese zvakanyarara saka ndati regai ndiisewo testimony yangu mwari ari muno mukuru ndamutya zvangu mwari ngaakupei mazuva mazhinji ekurara nyika yekwedu ipone ndine mufaro wakawandisa zuva nezuva handirare ndisina kuita prayer ya12:00midnight SATAN murevi wenhema najesu zvinoita chete
🙏 ❤️ 😢 👍 😂 😮 123

Comments