
Em~Jay 😍 Novels
January 20, 2025 at 09:41 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaZHYGr2f3EOKRm86e46
*For comments join👇*
https://chat.whatsapp.com/FIe5qA2Pz1x3yID3nt9uBV
*FREE BOOK!!!*
*Read, Comment and Share!!!*
*🍁🍁HAPP¥ AT LAST🍁🍁*
*Book written by €m~Ja¥*😍
*Chapter 27*
Ndakanzwa gogo vopururudza ndri mumba, ndakanzwa voti tigashire zvee nhai Shumba iiiih mwanangu wanga usasadi kundiona here kubva wati ziii kudaro? Ndakanzwa kuseka kwenzwi remunhurume asi ndakanzwa hana kurova nekuti ndakaita sendariziva. Ndakanza Voice riya roti aripi mwana wasisi vangu ndimuone, gogo vakabva vati arimo mumba regai ndimudane. Ndakanzwa gogo voti .....Chiye dovuya kuno sekuru vako vauya. Ndakapfeka mapush angu ndikananaira ndichibuda panze. Ndakati ndichitarisana nemunhu ainzi ndisekuru vangu ndakanzwa hana kurova.Tese takaramba takatarisana mumaziso gogo vakati asi mazivana kahi? Ndakaramba ndakanyarara pave paya ndakabva ndazongoti aiwa andizivane naye gogo. Ipapo ndainzwa misodzi ichiuya, iye Bryan akabva ati mama ndomuziva ndiye mwana wasisi Silivia here? Gogo vakabva vati hongu ndiye asi wamuzivira kupi taurai neni vana imi. Sekuru vakatora mafemo zvikanzi aaah mama ndikunyara pamwe nekushaya pekutangira nezvandakaita pamwana uyu, ndakaona munhu ochema achiuya kuzondimbundira. Ndakamutarisawo ndikanzwa shungu kuuya ndakachema imi, vakabva vati andizivi kuti ndoti chii mwana wasisi vsngu shuwa nezvandakakuita. Sorry hako nezvese zvandakakuita usina chawanditadzira, gogo vakabva vati asi wakaitei nhai Brian? sekuru vakarondedzera zvese vakanzi nagogo wakatora kaaa moyo wababa vako waiva wakasindimara. Ndini ndakazodzimura musindo gogo vaiva vatsamwa zvisingaiti. Takapinda mumba tikabvunzana hutano nasekuru vangu apa aiva asauka kuita kuonda ungazoti ndiye aiva dude here achiri kushandira Sean. Gogo vakabva vapira nyaya yevakwasha sekuru Bryan vakati ndiyani akapenyerwa newe mzaya wangu. Ndakaseka ndichinyara ndikati ndiSean sekuru. Vakaseka zvekushmisika zvikanzi haaaa bvaaa ndichanyara gore rino, takaseka hedu. Ini ndri munhu asingabati chigumbu, ndainzwa kufara kuti at least ndawana hama dzamai vangu.
Days passed naSean taitaura every day apa aiva onetsa kuti bbe chiuya ndakukuda padhuze apa iniwo ndaiv ndonakirwra nelove yndaiva ndopiwa nehama dzamai vangu. Rimwe zuva ndakanzwa sekuru Brian voti ndigadzirire ndaiva ndodzokeraa kuHarare. Ndakabhowekana asi futy Sean ndaiva ndomufunga ini. Ndakamukira bhazi kuseni ndichiperekedzwa nasekuru Brian. Tichisvika Harare ndakawana Sean akandimirira to my surprise ndakaona vachifarirana nasekuru Brian. Sean akabva ati thanks kule munhu uyu anga asisadi kudzoka apa ndakumuda padhuze. Ndakapererwa ndichinopinda mumota chero sekuru andina kuzovaoneka. Vakamboita nguva vana Sean akazouya pave paya. Akabva andikisa zvikanzi babe ndakusuwa aman wanga usasadi kuuya kaaa. Ndakaramba ndri ziiii apa ndainzwa kuti munhu wangu ndomuda zvekudaro. Akamutsa mota zvikanzi pane chauri kuda here muno mutown ? Ndakabva ndati apana hangu, hana kupindura akangoenda kumba straight. Ndkawan pasina munhu ndakkbva ndati ko gogo varipi? Akaseka zvikanzi babe ini hausi kana kuda kutaura neni asi gogo wakutovada usadaro. Ndakabva ndati iwe unobhowa aaah. Akaseka achiuya pandiri, akandimbundira nekumashure aktanga kufemera muhuro mangu zvikanzi asi ini hauna kundisuwa hre? Ndakanzwa kupera simba zvese nekumerera. Akabva anditaridza kwaari tikatarisana mumaziso, akabva atanga kundikisa zvenzara chaiko zvekuti kana neni ndaiva ndatoparara. Tese tave mugiya takanzwa hooter yemota kugate akada kuita seasina kunzwa. Nakabva ndati havasi mama here? Akabva ati babe vane basa rei handei upstairs, ndakabva ndati azviiti aaah ipapo ndaigadzirisa bra yangu. Sean akatora mafemo zvikanzi babe unondiomesera amana usadaro. ndakaita sendisina kunzwa ini, akatora mafemo ini ndakabva ndaenda upstairs hangu kumbonogeza geza.
Ndapedza ndakadzika kwaiva nevamwe, mama vakafara kundiona. Vakabva vati wkativigirei kumusha makoti. Ndakaseka ndikati apana mama ndangojumiwa nemwana wenyu uyu asinga kundishaya. Takaseka mama vakati iwe tanga tanzwa kutukwa kunzi ndini ndakati usare ameno aisada uwone hama hre. Ndakaseka hangu mama vakabva vati akuudza here Sean kuti tikufanira kuenda kumusha kwababa vako weekend ? ndakanzwa hana kurova ndikati hana uyu mama, vakatora mafemo zvikanzi ndozviripo mwanangu hantt ukuziv kuti warema saka azvichadi kugara pasina chabviswa. Ndakangobvumira asi ini kuti baba Ady vadye mari yangu ndaisada ini. Weekend ichisvika takaenda kumusha ndokusvikira kwamambo. Mama vakapira nyaya yavo zvikanzi mwana akutya kana kuenda saka tapotera pano. Chief vakabva vati nditaure zvaitika ende andina chandakasiya zvekuti kana chief akatya nezvakaitika kwandiri. Akabva ati haaaa nhubu idzi ndodzandoda, kwakabva kwatumwa nhume yaamambo kunovadana. Ini ndakavigwa kunzi vasandione. Ndakaona vosvika nemkadzi wavo, ndakanzwa hasha asi ndakazvidzora. Mambo akabva avati muchiona madanzwa mwana wenyu mskana akuda kuroorwa, ava vkwasha vapotera nepano sezvo vasingazivi pamba. Baba Ady vakabva vati ndaiziva kuti andina mwana asingaroorwi vkadro bamkuru. Maiguru vanenge vainyumwa andina kunzwa kutaura kwavo, Vakazoti mwana upi wacho, mambo akabva ati..........
*End of chapter 27*
❤️
🙏
👍
😂
😢
😮
293