KFC Official..Jokes ,quotes And Confessions ✅️
KFC Official..Jokes ,quotes And Confessions ✅️
February 13, 2025 at 02:27 AM
Nezuro Ndakatii ndapedza kuona horror movie 🍿🎥 inonzi " HELL RAISER REBORN"ndakapinda mumachira kurara 💤😴.. suddenly ndakapepuka around 1am ..ndikagara Mukadzi wangu asked me 🗣️-"chii chaitika nhai Kuda...kubva wamuka wakagara wakabata shaya chii ko ?" Me 🗣️-"nothing ...iHope dzinotyisa chete dzandarota " "It's okay ..chirara henyu baba mwana"she said Ndakabva ndapinda mujira zvakare .. Ndiri busy kufunga nezve hope dzandarota .. suddenly I remembered "no mhani ..aaaaaa ..handisati ndaroora,so where did mukadzi wangu came from ?"😳 🤣🤣😂😂😂🤣🤣🤣 https://whatsapp.com/channel/0029VaKdN2iDJ6H1f2iKtj1t
😂 😮 7

Comments