Primary Teaching Materials
Primary Teaching Materials
February 9, 2025 at 08:06 PM
Hama makadii zvenyu? Mwana uyu anonzi *Gift* *Muzengeza* ane 8years anodzidza pa Mbuya Nehanda Primary school, Teacher wake anonzi Mrs Mutombwa. Mwana uyu ndamuwana along BnP Boarding Primary School kwaSeke.Mwana uyu ati akauya kuHarare nezuro husiku naSisi vake varimu bus rekwaMandaza vakarara mu rank muHarare,Arikuti nhasi kuseni Sisi vake vakauya naye vamuti chienda kumba handina mari yekukukwidza bus kudzokera kumba, Saka arikuti ndafamba netsoka kubva kuHarare kusvika kuno kwaSeke. Arikuti anogara kwaChikuku village 9 but haazive kuti Chikuku yacho irikupi. Mwana arikuti Sisi vake vaakauya navo I grade 7. Mwana ndanomusiya kuna Sgt-Makanyire Makoni Police Station (Chitungwiza) Ngatifambisei message iyi mumagroups mwana abatsirike. Number dzangu 0715138030 /0772380744
😢 😂 😮 7

Comments