PEEE   WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
PEEE WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
January 17, 2025 at 05:30 PM
Vadzoka tete Masibanda Shumba pazvose manga mambonzwa nezvemusikana anonzi ZVANYADZA here kana musati manzwa nezvake mukana wekunzwa nezvake uripo chingoita follow channel uzonzwa munozviziva kuti Vachivi havakurasisei aaaa ZVANYADZA atenderedza madhara musoro kunemabviravira ku channel manya uzozvinzwira kune vanoda book kubva pakutanga ndiko kunowanikwa book inbox kwangu handipe book.view and follow channel channel. https://whatsapp.com/channel/0029VaSVy4v2UPBBILNWyt3i Garai zvakare ku main group network ikanetsa ukatadza kuona book ku channel unomhanya mu group. Vasati vakamboverenga book rakanzi MUNETSIWA muchirida join group ndoisa PDF kana vanhu vawanda imomo. https://chat.whatsapp.com/J7NtySb8SoPJrBfLdmppBs NEW BOOK 2025🔥🔥 ZVANYADZA🪺🪺 STORY CREATED AND WRITTEN BY.. TETE MASIBANDA@VACHIVI MAMA KIMBERLEY AKA PEE WEKWASHUMBA 🤍 CHAPTER 9.( mamistake munogadzirisa muchiverenga) " Tonhorai ndinezva ndafunga ne nhapwa iyi sezvaunoona muno mudunhu munenzara ndafunga kutoendesa musikana uyu kwa Mambo Svosvera ndowana upfimi", vanodaro Mambo Mhukahuru vachitaura nemwanakomana wavo Tonhorai akamedza chigodo chemate ndokutarisa baba vake ndokutii. " Kuroodza mutorwa baba"? akabvunza achishaiwa kuti baba vake vainge vabatwa nemweya rudzi . " Hasi mutorwa asi inhapwa yangu handina pandingarega vanhu vachifa nenzara muno mumuzinda ndakachengeta mutorwa". Vanodaro ndokutora mukombe waiva nemaheu ndokunwa havo maheu aivemo. " Handioni zvichiita baba", anodaro Tonharai moyo wake uchiita kurwadza chaizvo. "Handina kuudzira kuti undiudze kuti zvinoita here kana kuti hazviite ukada kuita tsitsi uchazogona kutonga dunhu here"? vakadaro Mambo Tonhari hana zvaakazotaura aiziva kuti baba vake munhu kuti chaataura hazvichinje anosimuka ndokutanga kufamba. "Unofamba ndichitaura"? uri dera haukodzere kuzoita Mambo wamangwana ukaramba wakadai chigaro cheumambo ndichapa Dzingirai", vanodaro Mambo Dzingirai ndiye aiteverana na Tonhorai pakuzvarwa uye ndiye mwanakomana aidiwa na baba vaimuda kudarika Tonhorai iye Tonharai hana zvaakapindura anofamba ndokuenda muimba yaigara vamwe bamukuru vake vaive bofu vaigara vakavharirwa imomo vaibuda nenguva dziri kure. " Masikati baba". " Ndaswera Mhukahuru maswerasei", vanodaro neinzwi riripasi pasi Tonhorai akabva aziva kuti vainge vasina kudya dzimweni dzenguva vaingona kuswera nayo vorara nayo nzara vasina chavadya. " Ndaswera zvakanaka baba irisei miviri". "Ndangova hari yezifanzirofa ndamirira Mwari vachiita kuda kwavo", vanodaro Tonharai akanzwa tsitsi uku maziso avo aiyerera misodzi kuita semunhu aripa chiutsi zvinonzi kuti vazoita bofu maziso avo akangotanga kuvava achibuda misodzi vana Tonhorai vanomgoita zvekunzwa nekuti panguva yacho vainge vasati vabarwa Tonhorai akabuda muimba yababa vake vakuru ndokuenda kuvasikana vaita zvekubika zvekubika asati asvika anobva anzwa kutaura kuseri kweimba akatarisa ndokuona ari Zvanyadza na mai vake akaruka ava kunyemwerera hake azokweva tsoka dzake ndokuenda muimba yekubikira umu manowana vasikana vachipedzisa kubika bota rinedovi. " Ndipakurire bota izvezvi", umwe wevasikana anobva aita zvainge zvataurwa akatarisa umwe ndokubva atii. " Ndinoda ubike sadza nechimukuyu nekuchimbidzika", achipedza kudaro musikana wekupakura bota ainge atopedza ndokupa Tonharai akabva atobuda achidzokera kuimba ya baba vakuru vake. " Munhu wemurume anoita semunhukadzi unenge uchingoteverana nemandiro", akadaro Dzingai asi Tonharai hana kudaira aramba akanyarara kunyarara kwaita Tonhorai yaisava nhau yekupusa asi aisava munhu anoda zvekutaura asi aitova murwi izvo chero Dzingai aizviziva kuti akatsamwa anonhuwa chidembo akanopinda muimba yababa vake vakuru ndokuchonjomara . " Ndauya nebota Mhukahuri". ";Wagona mwanangu", vanodaro ndokubva vayeredza misodzi asi Tonhorai akangofunga kuti zvimwe maziso avo arikunyanya kurwadza hezvo vaichema vaive nebundu pamoyo pamoyo Tonhorai akavadyisa sezvi bota racho raipisa achipedza anobva abuda izvi zvose zvaive mumaziso a Mambo vaita kurwadzihwa kunzwa hasha vakangoti Tonharai achibuda muimba ya bamukuru ivo ndokusimuka ndokunopindawo muimba iyoyo. ";Wava kuda kutonga mwana wangu? wava kuda kuita mwana wangu wako", vanodaro vachubaya baya mukoma wavo pahuma . " Mhosva yangu ndeiko nhai mwana wamai vangu". vakadaro mukoma vavo misodzi ichiyerera inhema dziye kuti murume hacheme unenge usati warwadziwa saizvaita mukoma va Mambo vaingogara vakavharirwa dzimweni dzenguva vachitorara nenzara wekuudza zvaive padundundu ravo ndiye ainge asipo. " Handide kukuona pedyo nemwana wangu anokoshesa iwe kudarika ini baba vake izvezvi asumuka ndichitaura. " Ruregerero". vakadaro Mambo ndokuridza tsamwa vachibva vabuda ndokudzokera padare. " Gudo ndidaidzire nhapwa iye", vanodaro Gudo akabva andodaidza Zvanyadza uyo akanosvika ndokugara pasi Mambo vakabva vamutarisa ndokuruma muromo wavo wezasi. " Wakamborara nemurume"? vakadaro izvo zvakapa Zvanyadza kutya akashaiwa kuti waiva mubvunzo rudzii wakadaro akaramba akashama muromo kunge nyana regwenhure. " Haikona kuramba wakavhura muromo ndinoda hongu kana kwete uye mashoko ako ngave echokwadii", vanodaro vakwidza inzwi hana ya Zvanyadza yainge yava kurovera mumukanwa kunge nhova. " Wakambosangana nemurume"? ,vakabvunza zvakare. "Kwete", akadaro mambo vakabva vasekerera vakaona vatora upfimi hwa Svosvera sezvo vachimupa mandara Mambo Mhukahuru vaive nehudyere hapana chinhu chavaikoshesa sepfuma pasi pezuva vanotarisa Zvanyadza vachibva vatii. " Ungachidzokera hako kune vamwe Zvanyadza ndokusumuka asi mumusoro make aive nekuvhiringika chaizvo. " Hanzi chii"? , vakabvunza Mambokadzi Cheneso mukadzi wa Mambo munguva idzodzo maziso a Zvanyadza anobva azara misodzi zvekuti Mambokadzi vakatoziva aive nekushushikana vaimuziva murume wavo aive nemoyo wakashata vakabva vambundikira Zvanyadza ndokutanga kubhabhadzira musana wake misodzi yakabva yaita manyemwe ipapo akange ava kufunga nhamo dzake akufunga rwendo rwainge afamba rweupenyu kusvikira painge ava nhasi uno. " Chirega kuchema mwanasikana wangu zvose zvichanaka", vanodaro musana wavo wainge watonyorova nemisodzi yake. " Chii nhai mwanangu", vakabvunza Mambokadzi Zvanyadza asati apindura musikana wa Mambokadzi akabva asvika. " Mambokadzi murikudiwa", ipapa hana yavo yakarova nekuti vaiziva murume wavo havana kuda kutambisa nguva vakabva vakweva makumbo vachienda muimba vachipinda vakanzwa sekuti Mambo vane munhu wavaitaura asi vachipinda mumba havana chavakaona. " Wakatanga kuona kuwirirana ne nhapwa rini,"? vakadaro vakabudisa ziso. " Ndanga ndichida :::: vakashaiwa kuti votaura kutii Mambo vakafamba vachitora chamboko chavo chainge chakadzirwa neganda remvuu Mambokadzi vakaziva zvazvaireva. " Munhu asina chero mavhiki maviri ava muno mudunhu wava kutovimba naye uri munhu rudzie asi munozivana". " Ndinoda ruregerero Mhukahuru ndatadza", vakadaro asi vakanzwa varohwa nechamboko icho chakandorova nemuhuro chichibatanidzira nemazamo akarohwa mukadzi mukuru kuita semwana mudiki ivo Mambo vaiti kana vava kurova vanorova kuwodza vakarohwa Mambokadzi vakazoregwa Mambo vakabuda vachiita kufemereka.Vanosara vakagara pasi chaipo " Handina kumbobvira ndafara kubva ndagara na baba ava", vanodaro vachitaura vega uku vainzwa sekuti mumba umu mune munhu akavatarisa vakambocheuka cheuka vachiti vachaona munhu asi havana kuona munhu .Mambo vanobuda muimba vachiita kumereka vachingobuda chete svikiro rinobva rasvika. " Mashoko enyu chengetedzai henyu kana ndine zvandinoda kwamuri ndokuudzai", vakadaro Svikiro risati rambotaura vainzwa hasha dzisingaite Iro rakamboita nguva rakamira pakati pechivanze rakatarisa mudenga ndokufiratira ndokufamba richibuda mumuzinda Mambo vanodaidza Chirochoga nhume yavo. " Ndoda usvike kumuzinda kwa Svosvera izvezvi umuzivise kuti ndomuda nhasi chaiye", vakadaro zvose izvi Gudo aizvinzwa moyo wake wakarwadza nekuti ziso rake ainge atoisawo pa Zvanyadza ainge achitozviona atovaka musha na Zvanyadza.. " Mambo hamusi mava kutadza here", akadaro akazvipira kutaura. " Uri chii mumuzinda uno". " Rugerero Mambo", akadaro atoona nyaya yaigona kumushatira uye ivo Mambo Mhukahuru ndevamwe wevanhu vaye vasingade kupiwa mazano vaingoti ndoziva machinda vaingova nawo zvezita kwete kuti vapiwe mazano izzvozvo vaisada Chirichoga hana kumboda kutambisa nguva anotora bhiza rake opinda munzira akananga kwa Mambo Svosvera", uku Gudo akaona vasikana vachibuda kuenda kunochera mvura nezvirongo zvawo kusanganisira Zvanyadza aivepo. " Handina pandirega mhandara ichiroorwa neharahwa isu tiripo", akadaro Gudo azvipira hake ndokusimuka ndokungoti pote nemuzinda ndokutanga kumhanya achitevera vasikana vainge vaenda kutsimwe aifambira makaita muchisango . " Zvidzai ndibatire chirongo ndoda kumbozvibatsira", akadaro Zvanyadza Gudo achinzwa izvi akabva asekerera nekuti aiziva zvake zvainge zvaita nyore mupfungwa dzake aingoda kutizisa Zvanyadza zvimwe aizoona akaona Zvanyadza achizvibetsera kusvika apedza hake anosimuka achidzisa nguvo take zvose zvaive mumaziso a Gudo akamedza mate achiona chivakashure chemhandara yevaridzi sezvo ainge akafuratira. " Mambo votaura zvekupa Svosvera", anodaro achitaura achimhanya kuenda paive na Zvanyadza iye Zvanyadza akatovhunduka achiona Gudo. " Zvanyadza handina nguva ndauya ndinoda kukubatsira Mambo vanoda kukutengesa saka ndoda kukubatsira. " Maitabasa henyu regai", akadaro Zvinyadza Gudo akatoona kuti kunyengerera kwaive kupedza nguva kuita kutambisa nguva kuteya nzou neriva naizvozvo akamboisa mweya wekunyengerera pasi ndokubata ruoko rwa Zvanyadza akabata nesimba rake rose chairo ndokumuwisira pasi Zvanyadza anozama kurwisana naye asi murume murume Gudo ainge akatozvipira kudyara mbeu yake muchebereko cha Zvanyadza anomubvisa chinguwo chainge akapfeka ndokusara asina chenhu Gudo akavhura makumbo a Zvanyadza neibvi uku maoko ainge akaita kutsimbirira anobudisa rombera rake mumudhebhe zvino rute nemasiri zvainge zvoruta kuita segarwe raona imbwa pedyo nerwizi. " Hezvo", akadaro achibva pana Zvanyadza akatsikinyidza maziso asi chaitova chaive mberi kwake Zvanyadza chiuno chake zvichidzira zvainge zvasanduka kuita besu rehove izvi zvaingoonekwa naiye Gudo akanokwiridzira mudhebhe wake nekuchimbidza Zvanyadza akasimuka nekuchimbidza Gudo hana kuramba akatarisana na Zvanyadza akangoti chitsoka ndibereke achidzokera kumuzinda Zvanyadza akasara achitoshaiwa chainge chaitika asi chakangokwanisa kutenda vadzimu vainge vamurwira akabva apfeka nguvo yake ndokufamba achidzungudza musoro wake achienda kutsime uku kwaanowana Zvidzai atopedza kucheredza mvura muzvirongo". " Asi waita mudumbu". Zvanyadza akadzungudza musoro wake ndokuudza umwe wake nyaya yainge asangana nayo. " Iwe unemudzimu wakasimba vamwe tanzwa kurarwa ini umhandara ndakabviswa na Dzingai".Zvanyadza akarwadziwa achinzwa umwe wake achitaura kudaro asi chekuita ndipo painge pasina zvapo vanosenga zvirongo zvavo vodzokera kumuzinda. Uyu Chirichoga anopinda mugwagwa akananga kwa Mambo Svosvera paive nechimufambo zvekuti akasvika zuva rava kurova nhongonya achisvika anoudza Mambo Svosvera zvainge atumwa. " Kutsvene hako"? " Ndinganyepe asi ndinovimba kutsvene", achipedza kudaro svikiro ra Mambo Svosvera rinobva rapinda mumuzinda. " Varikumhepo tipirei tinzwe". " Kwamuri kunaidzwa hongu kutsvene ASI munhu wamurikudaidzirwa azova Mambokadzi vedunhu hasi munhu njeee". Mambo Svosvera vanonzwa hana kurovera. " Zvino ndodii"? " Ndichakubatsirai mauro ezuva ranhasi kumuzinda kwa Mhukahuru monozopinda munzira mangwana", rakadaro Svikiro ndokufamba richibuda Mambo Svosvera vanosara vachisekerera. STAY TUNEDVadzoka tete Masibanda Shumba pazvose manga mambonzwa nezvemusikana anonzi ZVANYADZA here kana musati manzwa nezvake mukana wekunzwa nezvake uripo chingoita follow channel uzonzwa munozviziva kuti Vachivi havakurasisei aaaa ZVANYADZA atenderedza madhara musoro kunemabviravira ku channel manya uzozvinzwira kune vanoda book kubva pakutanga ndiko kunowanikwa book inbox kwangu handipe book.view and follow channel channel. https://whatsapp.com/channel/0029VaSVy4v2UPBBILNWyt3i Garai zvakare ku main group network ikanetsa ukatadza kuona book ku channel unomhanya mu group. Vasati vakamboverenga book rakanzi MUNETSIWA muchirida join group ndoisa PDF kana vanhu vawanda imomo. https://chat.whatsapp.com/J7NtySb8SoPJrBfLdmppBs NEW BOOK 2025🔥🔥 ZVANYADZA🪺🪺 STORY CREATED AND WRITTEN BY.. TETE MASIBANDA@VACHIVI MAMA KIMBERLEY AKA PEE WEKWASHUMBA 🤍 CHAPTER 9.( mamistake munogadzirisa muchiverenga) " Tonhorai ndinezva ndafunga ne nhapwa iyi sezvaunoona muno mudunhu munenzara ndafunga kutoendesa musikana uyu kwa Mambo Svosvera ndowana upfimi", vanodaro Mambo Mhukahuru vachitaura nemwanakomana wavo Tonhorai akamedza chigodo chemate ndokutarisa baba vake ndokutii. " Kuroodza mutorwa baba"? akabvunza achishaiwa kuti baba vake vainge vabatwa nemweya rudzi . " Hasi mutorwa asi inhapwa yangu handina pandingarega vanhu vachifa nenzara muno mumuzinda ndakachengeta mutorwa". Vanodaro ndokutora mukombe waiva nemaheu ndokunwa havo maheu aivemo. " Handioni zvichiita baba", anodaro Tonharai moyo wake uchiita kurwadza chaizvo. "Handina kuudzira kuti undiudze kuti zvinoita here kana kuti hazviite ukada kuita tsitsi uchazogona kutonga dunhu here"? vakadaro Mambo Tonhari hana zvaakazotaura aiziva kuti baba vake munhu kuti chaataura hazvichinje anosimuka ndokutanga kufamba. "Unofamba ndichitaura"? uri dera haukodzere kuzoita Mambo wamangwana ukaramba wakadai chigaro cheumambo ndichapa Dzingirai", vanodaro Mambo Dzingirai ndiye aiteverana na Tonhorai pakuzvarwa uye ndiye mwanakomana aidiwa na baba vaimuda kudarika Tonhorai iye Tonharai hana zvaakapindura anofamba ndokuenda muimba yaigara vamwe bamukuru vake vaive bofu vaigara vakavharirwa imomo vaibuda nenguva dziri kure. " Masikati baba". " Ndaswera Mhukahuru maswerasei", vanodaro neinzwi riripasi pasi Tonhorai akabva aziva kuti vainge vasina kudya dzimweni dzenguva vaingona kuswera nayo vorara nayo nzara vasina chavadya. " Ndaswera zvakanaka baba irisei miviri". "Ndangova hari yezifanzirofa ndamirira Mwari vachiita kuda kwavo", vanodaro Tonharai akanzwa tsitsi uku maziso avo aiyerera misodzi kuita semunhu aripa chiutsi zvinonzi kuti vazoita bofu maziso avo akangotanga kuvava achibuda misodzi vana Tonhorai vanomgoita zvekunzwa nekuti panguva yacho vainge vasati vabarwa Tonhorai akabuda muimba yababa vake vakuru ndokuenda kuvasikana vaita zvekubika zvekubika asati asvika anobva anzwa kutaura kuseri kweimba akatarisa ndokuona ari Zvanyadza na mai vake akaruka ava kunyemwerera hake azokweva tsoka dzake ndokuenda muimba yekubikira umu manowana vasikana vachipedzisa kubika bota rinedovi. " Ndipakurire bota izvezvi", umwe wevasikana anobva aita zvainge zvataurwa akatarisa umwe ndokubva atii. " Ndinoda ubike sadza nechimukuyu nekuchimbidzika", achipedza kudaro musikana wekupakura bota ainge atopedza ndokupa Tonharai akabva atobuda achidzokera kuimba ya baba vakuru vake. " Munhu wemurume anoita semunhukadzi unenge uchingoteverana nemandiro", akadaro Dzingai asi Tonharai hana kudaira aramba akanyarara kunyarara kwaita Tonhorai yaisava nhau yekupusa asi aisava munhu anoda zvekutaura asi aitova murwi izvo chero Dzingai aizviziva kuti akatsamwa anonhuwa chidembo akanopinda muimba yababa vake vakuru ndokuchonjomara . " Ndauya nebota Mhukahuri". ";Wagona mwanangu", vanodaro ndokubva vayeredza misodzi asi Tonhorai akangofunga kuti zvimwe maziso avo arikunyanya kurwadza hezvo vaichema vaive nebundu pamoyo pamoyo Tonhorai akavadyisa sezvi bota racho raipisa achipedza anobva abuda izvi zvose zvaive mumaziso a Mambo vaita kurwadzihwa kunzwa hasha vakangoti Tonharai achibuda muimba ya bamukuru ivo ndokusimuka ndokunopindawo muimba iyoyo. ";Wava kuda kutonga mwana wangu? wava kuda kuita mwana wangu wako", vanodaro vachubaya baya mukoma wavo pahuma . " Mhosva yangu ndeiko nhai mwana wamai vangu". vakadaro mukoma vavo misodzi ichiyerera inhema dziye kuti murume hacheme unenge usati warwadziwa saizvaita mukoma va Mambo vaingogara vakavharirwa dzimweni dzenguva vachitorara nenzara wekuudza zvaive padundundu ravo ndiye ainge asipo. " Handide kukuona pedyo nemwana wangu anokoshesa iwe kudarika ini baba vake izvezvi asumuka ndichitaura. " Ruregerero". vakadaro Mambo ndokuridza tsamwa vachibva vabuda ndokudzokera padare. " Gudo ndidaidzire nhapwa iye", vanodaro Gudo akabva andodaidza Zvanyadza uyo akanosvika ndokugara pasi Mambo vakabva vamutarisa ndokuruma muromo wavo wezasi. " Wakamborara nemurume"? vakadaro izvo zvakapa Zvanyadza kutya akashaiwa kuti waiva mubvunzo rudzii wakadaro akaramba akashama muromo kunge nyana regwenhure. " Haikona kuramba wakavhura muromo ndinoda hongu kana kwete uye mashoko ako ngave echokwadii", vanodaro vakwidza inzwi hana ya Zvanyadza yainge yava kurovera mumukanwa kunge nhova. " Wakambosangana nemurume"? ,vakabvunza zvakare. "Kwete", akadaro mambo vakabva vasekerera vakaona vatora upfimi hwa Svosvera sezvo vachimupa mandara Mambo Mhukahuru vaive nehudyere hapana chinhu chavaikoshesa sepfuma pasi pezuva vanotarisa Zvanyadza vachibva vatii. " Ungachidzokera hako kune vamwe Zvanyadza ndokusumuka asi mumusoro make aive nekuvhiringika chaizvo. " Hanzi chii"? , vakabvunza Mambokadzi Cheneso mukadzi wa Mambo munguva idzodzo maziso a Zvanyadza anobva azara misodzi zvekuti Mambokadzi vakatoziva aive nekushushikana vaimuziva murume wavo aive nemoyo wakashata vakabva vambundikira Zvanyadza ndokutanga kubhabhadzira musana wake misodzi yakabva yaita manyemwe ipapo akange ava kufunga nhamo dzake akufunga rwendo rwainge afamba rweupenyu kusvikira painge ava nhasi uno. " Chirega kuchema mwanasikana wangu zvose zvichanaka", vanodaro musana wavo wainge watonyorova nemisodzi yake. " Chii nhai mwanangu", vakabvunza Mambokadzi Zvanyadza asati apindura musikana wa Mambokadzi akabva asvika. " Mambokadzi murikudiwa", ipapa hana yavo yakarova nekuti vaiziva murume wavo havana kuda kutambisa nguva vakabva vakweva makumbo vachienda muimba vachipinda vakanzwa sekuti Mambo vane munhu wavaitaura asi vachipinda mumba havana chavakaona. " Wakatanga kuona kuwirirana ne nhapwa rini,"? vakadaro vakabudisa ziso. " Ndanga ndichida :::: vakashaiwa kuti votaura kutii Mambo vakafamba vachitora chamboko chavo chainge chakadzirwa neganda remvuu Mambokadzi vakaziva zvazvaireva. " Munhu asina chero mavhiki maviri ava muno mudunhu wava kutovimba naye uri munhu rudzie asi munozivana". " Ndinoda ruregerero Mhukahuru ndatadza", vakadaro asi vakanzwa varohwa nechamboko icho chakandorova nemuhuro chichibatanidzira nemazamo akarohwa mukadzi mukuru kuita semwana mudiki ivo Mambo vaiti kana vava kurova vanorova kuwodza vakarohwa Mambokadzi vakazoregwa Mambo vakabuda vachiita kufemereka.Vanosara vakagara pasi chaipo " Handina kumbobvira ndafara kubva ndagara na baba ava", vanodaro vachitaura vega uku vainzwa sekuti mumba umu mune munhu akavatarisa vakambocheuka cheuka vachiti vachaona munhu asi havana kuona munhu .Mambo vanobuda muimba vachiita kumereka vachingobuda chete svikiro rinobva rasvika. " Mashoko enyu chengetedzai henyu kana ndine zvandinoda kwamuri ndokuudzai", vakadaro Svikiro risati rambotaura vainzwa hasha dzisingaite Iro rakamboita nguva rakamira pakati pechivanze rakatarisa mudenga ndokufiratira ndokufamba richibuda mumuzinda Mambo vanodaidza Chirochoga nhume yavo. " Ndoda usvike kumuzinda kwa Svosvera izvezvi umuzivise kuti ndomuda nhasi chaiye", vakadaro zvose izvi Gudo aizvinzwa moyo wake wakarwadza nekuti ziso rake ainge atoisawo pa Zvanyadza ainge achitozviona atovaka musha na Zvanyadza.. " Mambo hamusi mava kutadza here", akadaro akazvipira kutaura. " Uri chii mumuzinda uno". " Rugerero Mambo", akadaro atoona nyaya yaigona kumushatira uye ivo Mambo Mhukahuru ndevamwe wevanhu vaye vasingade kupiwa mazano vaingoti ndoziva machinda vaingova nawo zvezita kwete kuti vapiwe mazano izzvozvo vaisada Chirichoga hana kumboda kutambisa nguva anotora bhiza rake opinda munzira akananga kwa Mambo Svosvera", uku Gudo akaona vasikana vachibuda kuenda kunochera mvura nezvirongo zvawo kusanganisira Zvanyadza aivepo. " Handina pandirega mhandara ichiroorwa neharahwa isu tiripo", akadaro Gudo azvipira hake ndokusimuka ndokungoti pote nemuzinda ndokutanga kumhanya achitevera vasikana vainge vaenda kutsimwe aifambira makaita muchisango . " Zvidzai ndibatire chirongo ndoda kumbozvibatsira", akadaro Zvanyadza Gudo achinzwa izvi akabva asekerera nekuti aiziva zvake zvainge zvaita nyore mupfungwa dzake aingoda kutizisa Zvanyadza zvimwe aizoona akaona Zvanyadza achizvibetsera kusvika apedza hake anosimuka achidzisa nguvo take zvose zvaive mumaziso a Gudo akamedza mate achiona chivakashure chemhandara yevaridzi sezvo ainge akafuratira. " Mambo votaura zvekupa Svosvera", anodaro achitaura achimhanya kuenda paive na Zvanyadza iye Zvanyadza akatovhunduka achiona Gudo. " Zvanyadza handina nguva ndauya ndinoda kukubatsira Mambo vanoda kukutengesa saka ndoda kukubatsira. " Maitabasa henyu regai", akadaro Zvinyadza Gudo akatoona kuti kunyengerera kwaive kupedza nguva kuita kutambisa nguva kuteya nzou neriva naizvozvo akamboisa mweya wekunyengerera pasi ndokubata ruoko rwa Zvanyadza akabata nesimba rake rose chairo ndokumuwisira pasi Zvanyadza anozama kurwisana naye asi murume murume Gudo ainge akatozvipira kudyara mbeu yake muchebereko cha Zvanyadza anomubvisa chinguwo chainge akapfeka ndokusara asina chenhu Gudo akavhura makumbo a Zvanyadza neibvi uku maoko ainge akaita kutsimbirira anobudisa rombera rake mumudhebhe zvino rute nemasiri zvainge zvoruta kuita segarwe raona imbwa pedyo nerwizi. " Hezvo", akadaro achibva pana Zvanyadza akatsikinyidza maziso asi chaitova chaive mberi kwake Zvanyadza chiuno chake zvichidzira zvainge zvasanduka kuita besu rehove izvi zvaingoonekwa naiye Gudo akanokwiridzira mudhebhe wake nekuchimbidza Zvanyadza akasimuka nekuchimbidza Gudo hana kuramba akatarisana na Zvanyadza akangoti chitsoka ndibereke achidzokera kumuzinda Zvanyadza akasara achitoshaiwa chainge chaitika asi chakangokwanisa kutenda vadzimu vainge vamurwira akabva apfeka nguvo yake ndokufamba achidzungudza musoro wake achienda kutsime uku kwaanowana Zvidzai atopedza kucheredza mvura muzvirongo". " Asi waita mudumbu". Zvanyadza akadzungudza musoro wake ndokuudza umwe wake nyaya yainge asangana nayo. " Iwe unemudzimu wakasimba vamwe tanzwa kurarwa ini umhandara ndakabviswa na Dzingai".Zvanyadza akarwadziwa achinzwa umwe wake achitaura kudaro asi chekuita ndipo painge pasina zvapo vanosenga zvirongo zvavo vodzokera kumuzinda. Uyu Chirichoga anopinda mugwagwa akananga kwa Mambo Svosvera paive nechimufambo zvekuti akasvika zuva rava kurova nhongonya achisvika anoudza Mambo Svosvera zvainge atumwa. " Kutsvene hako"? " Ndinganyepe asi ndinovimba kutsvene", achipedza kudaro svikiro ra Mambo Svosvera rinobva rapinda mumuzinda. " Varikumhepo tipirei tinzwe". " Kwamuri kunaidzwa hongu kutsvene ASI munhu wamurikudaidzirwa azova Mambokadzi vedunhu hasi munhu njeee". Mambo Svosvera vanonzwa hana kurovera. " Zvino ndodii"? " Ndichakubatsirai mauro ezuva ranhasi kumuzinda kwa Mhukahuru monozopinda munzira mangwana", rakadaro Svikiro ndokufamba richibuda Mambo Svosvera vanosara vachisekerera. STAY TUNED
❤️ 🙏 😢 😂 👍 😮 73

Comments