
PEEE WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
January 24, 2025 at 06:49 PM
https://whatsapp.com/channel/0029Vatc2jcInlqH6tiuPS0m
*Kana* *usati* *wamboverenga* *MaBook* *angu* *wakasaririra* *pinda* *muchannel* **uzvionere** *uzvimwire* ,, " *Tinoda* *kubvisa* *stress* *dzamunenge* *munadzo* . *Pinda* *mumagroups* *hama* *yangu* .
https://chat.whatsapp.com/CZHMxQr1CCL2SDvOcQvsba.
*Join* *my* *WhatsApp* *group* *for* *more* *information* 👆🏿👆🏿👆🏿👆🏿
💔 *Lost* *in* *Love**💔
*Written* *by* *Maka* *aka* *Masibanda*
*Like* *before* *reading*
*Don't* *forget* *share* , *react* , *comment* *and* *read*
*CHAPTER* *1*
*(SHARON* )
Nhaiwe", Sean hauchandide nhasi but makore ese atadananna haumaone almost 3 years ndakakumirira wondiudza kuti hauchandida . Apa wakabvisa humandara hwangu wonditaurira mashura akadaro. Ndakadaro ndichizvirova rova . Ko ndiyani iyeye akanga achandida ndisiri virgin.
"Zvekuti wanga uri virgin kana kuti wanga usiri handinei nazvo handisirini ndakakutuma kuvhura makumbo ako wakavhura wega.Saka siyana nelife yangu ndakawana musikana wangu ndikuda kuzomuroora nekuchata kwete imi majaira kungovhura makumbo enyu pasina kunzi avhurwe.Usandi fonere usauye kumba kwedu.Usapinze musikana wangu mutunyaya tusina basa patakadanana anga asipo saka musiye zvake.Usamuudze tunyaya tusina basa ndakangonzwa achindibvunza nezvako hokoyo neni.Usafonere hangu hanzvadzi yangu siyana nayo ."
" Ndakarwadziwa nezvakataura,," Sean ndakabva ndavenga chinonzi murume panyika pano.Ndakabva ndasiyana nazvo ndakanoita cause yangu yehotel and catering sezvo ndanga ndine five O"levels ndaiitira mutown ndichigara kuKwala iri kuside kichitungwiza.Ndakanga ndakuzvichenera zvimwe ndichitumirwa nehanzvadzi yangu iri kuUk.Zva Sean ndakanga ndazvisiyawo kondaidii iye anga azviwanira menya yemwana.Taigara same area asi takanga takungo pfuudzana ndichienda kwandiri kuenda iye achienda kwake ."
" Sharon chakazoita ndimurambe ainyanyo ita mafriends nevakomana zvaindibhowa kuona ane vamwe vakomana vasiriini asi hapana chinoshoreka paari.Ndakanga ndawana hangu tsvarakadenga yangu yainzi ,,"Shalom zviri paari zvainetsa kutsanangura ."
" My name is Sean Kagochera .l"am a boy.Age 21 years.Ndanga ndiri handsome guy vasikana vese vaingo ndirwira .Ndinogara nema parents angu ese kuno kuKwala . Sharon akanga ari musikana anoyevedza waito torwa moyo achifamba ndozvakazoita kuti ndimupfimbe takadanana for three years.Manje nyaya yanga yakuitika ini ndanga ndakuda kurara naSharon iye anga asingade kwanzi Tanga wandiroora ndakati to late iyoyo.Zvisinei umwe musi ndakamuti handei mutown kulodge akatobvuma hake mwanasikana ndakati ndahwina kaa .Akarova masmart tichibva tarova pasi ndakasviko bhadhara zvese ko mari taishaya kwekurasira kaa.Takabva taenda kuroom yandanga ndabhuka akatopinda ndopandakati chance giving chibva ndakiya door.Munhu akatanga kudedera nekutya ndakati cool down babe .Ndakaswedera kwaari,l started kiss pamwe chete akanga akutoidairirawo musi uyu ndopakaperera humandara hwasharom.Ende hakusi kuda kwangu kuti ndimurambe ndaitomuda nemoyo wese asi ma attitude akanga akundiitira ndoakasakisa kuti ndimurambe."Nguva yakafamba paito bvira rudo nemudiwa wangu Shalom uyu ndiye wandakati handisikuda kurasisa zvese zvaaida ndaimutengere mwanasikana.Mom vangu ndakabva ndatovaudza kuti kwane muroora vakangoseka havo vachibva vanyarara."
(TETE VASEAN)
Mumba medu takazvarwa tiri two inini nelittle brother yangu yainzi,," Sean Ende Aida vasikana chekuti pano .Ndaigona kupihwa number dzevasikana three one time zvichinzi taurai natete.Inini ndakanga ndakaroorwa kuChegutu asi ini nemurume wangu tiri kuSouth Africa.Rimwe zuva ndakarivara ndakasiirwa message namakhoti aiwe musikana aifambidzana naye yakanzi ,,"Tete mufunge ndanga ndakaperera pana Sean asi andirwadzisa nhasi apa anga akarara neni.Ndakashamisika zvakandirwadza mufunge kunge ndini ndarambwa,," Sean anodarirei nhai kutambisa vana vevanhu.Ndakabva ndamufonera akabva adaira one naone ndakabva ndamuti....
Stay turned
❤️
🙏
👍
7