PEEE   WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
PEEE WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
January 29, 2025 at 09:30 AM
NOTE THAT KUNEWESE ARIKUTEVERA BOOK IRI NDINOKUKURUDZIRAI KUITA FOLLOW CHANNEL BANNED YADZOKA SOO NDOGONA KUBHANIWA NDIKABHANIWA NDOGONA KUSHAYA MA GROUP ANDAIVE ZVOITA MUZOSHAYE BOOK. https://whatsapp.com/channel/0029VaSVy4v2UPBBILNWyt3i RUMBIDZAI. STORY CREATED AND WRITTEN BY.. TETE MASIBANDA@VACHIVI MAMA KIMBERLEY AKA PEE WEKWASHUMBA 🩷 CHAPTER 2 " Uri kuramba wakanyarara asi chiii wanga uchirotei nhai iwe uchitambisa chiuno kuita kunge wanga uchitoita sex", she asked Ndakatura befu ndichifunga kuti hope rudzi dzandainge ndichirota ndakabva ndati " Ummmmm hapana " Unoti hapana sei iwe wanga uchitaridza kunakirwa kuhope "? " Aaaa iwe ndati hapana wani ", ndakadaro ndava kutosvotwa ini. " Heya ". Ndakatoona better kusataura chokwadii cz Shantel aive nedzungu chairo mangwana zvaiswera zvazara nyika yose seipapa hapana munhu aisaziva kuti handiendi kuma period at 28 years vanhu vazhinji vaitondiseka nenyaya iyoyo but iñi deep down ndaitorwadziwa chaiko kuti chaive chirudzie 28 years usati waenda ku period ,Gogo kutova udza unonzwa vachiti ndizvo zvinoita imwe misana pamwe musana wamai vangu asi iñi ndaiona kunge zvanyanya iñi hope chaidzo dzakaramba kubata ndainge ndakutotya kurarwa nemunhu uya zvakare ndakazobiwa nehope late hangu mangwana acho ndakamutsiwa ne nock ndakaita zvekumanikidza kusvinura kwakufamba ndichienda kudoor " Unodai uchakarara asi mwana haendi kuchikoro hre? Ndizvo zvinhu zvandainetsana nagogo zvekuti Shantel mwana izvozvo " Sorry Gogo kungoti nhasi ndararisa chete", ndakadaro kuti zvindibve chete. " Munhu wemukadzi anorarisa hre? Nekwauchaenda ndizvozvo vamwene vanotomuka kuita basa iwe wakarara chete Handina kumboda kuvapindura ndakabva ndabuda kwakundovesa moto ndichibva ndaisa mvura yekugeza ndokuchitanga kutsvaira pfungwa dzangu dzaisatova panzvimbo zvamuchose ndaidemba kuti dai sekuru vangu vasinganwe doro ndaivaudza nyaya dzangu manje vàinge vasina zuva ravanonzi havana kudhakwa nguva dzavo vanenge vatongorohwa naro doro seipapa vàinge vatobuda kuenda kwa Chikomo kundari ,uko kuudza mbuya kwaingova kutambisa nguva yangu chokwadi zvisinei ndakaita basa rangu rese ndokupedza nguva dzainge dzatofamba zvadzo uye vana vechikoro vàinge vatobuda kuenda kuchikoro " Gogo ndakumboenda kunodiridza ndapedza ndowacha hembe". " Zvakanaka muzukuru manje panga pasina surf yekuti unowacha asi ndine pondo iyo unogona kumhanya pazvitoro apo wonotenga chi paper chidiki chiya ini ndoda kutobuda kuenda Masvingo kunotora mari yatumirwa na Mai Shantel " Zvakanakai ndipei", ndakadaro Gogo vakabva vandipa marii $5 ndakapfeka zvima turns zvangu zvainge zvakatobvaruka zvaitobudisa zvigumwe mberi pasi paka tsemuka ndokubuda kuenda pa turck shop ndokutenga surf yacho ,since taigara mu village mashops mahombe aitowanikwa kure chaiko " Ndakuenda Gogo" " Zvakanaka neni ndotobuda handina kuzogarisa ndakabvq ndatotsiga dish rangu ndokuenda kurwizi kwa Tugwi hangu chekutanga ndakatanga kuita washen yangu ndokupedza kwakutanga kudiridza P" Rumbidzai mudiwa wangu! Ndakasimudza musoro wangu kwakuona ari Jimison umwe mukomana aita zvekurisa mombe pamwe pamba mu village medu imomo end aigara achindinetsa kuti anondida ndakabva ndati " Hec Jim urisei" " Handisi Boe Rumbi unoda ndikutaridze sei kuti ndokuda heee tell me bae ndotsangura sei,unondiramba nekuti ndiri murombo hre upfimi huchavepo tava tose,he said achiita kunzwisa tsitsi ndakatanga kufunga kuti ndainge ndisina mukomana now 28 years ndakatoona better ndide hangu Jimson wangu koo ndaisvikepi ndisina mukomana zvekuti murombo taizozviona takugara tese " Ndakati chimbondipa nguva wani Jim "? Ndakadaro asi mumoyo ndainge ndatobvuma. " No Rumbie now it's 2 years uchindiramba plz ndidewo I love you ,ndakatura befu ndokuti " I love you too" " Sure hre Akadaro achiita kufara shem " Yes but usazondirsisawo , ndakadaro ndakutonyara nyara ndichidambura mashizha emuti waivapedyo neni" " No my love hazviite ,saka ndipowo hug zvayo ndimboona kuti urikurevesa". " Aaaaa iwe , ndakadaro ndakutonyara hangu asi munhu wacho akaramba achindinyengetedza kusvika ndabvuma hangu ndokumupa hug yacho akabva aisa ruoko rwake mukati me siket yangu ndokunobata matinji angu. " No Jim", ndakadaro akabva anyemwerera ndokutii. " I love you". " Love you too". Akazondibatsira kudiridza ndainzwa kufara chaiko kuti ndazopinda murudo asi ndainge ndakutya vamwe vanoti hauzvare Kana usati waenda kuma period saka ndaizodii ndakazorasira pfungwa yacho kure ndokudzidzira rudo apa Jim wacho aizongosvotera uchapa mazino ainge akaita yellow asambomageza hake asi ndakazviudza kuti ndaizomudzidzisa kugeza kwacho takazbetserana kudiridza kusvika ndapedza ndokurongedza hembe dzangu dzainge dzatooma " Ndivimbise mudiwa kuti hauzofe wandisiya", akadaro achibudisa mazino akaita semangai panze. " I promise you Jim handikurwadzise maybe iwe ndiwe ungatondirwadzisa , akabva andimbundikira ndainyatso kuonà mufaro mumaziso make . " Ndinokuda nemoyo wese handikurwadzise", he said. Takazoparadzana takuenda kumba ndainzwa kufara woo kuñgoti nekusviba kwangu ndini ndaitoendarana na Jim ndakasvika kumba ndokutora bucket rangu kuenda kumvura ndaida kuzorora kamwe chete ndakatowana pa borehole pasina vanhu ndokuteka mvura yangu kwakudzokera kumba ndaitonzwa kufara chaiko ndakamborara kwakuzomuka Gogo vangu vadzoka zvawo vàinge vatombouya nezvi grocery ndakabva ndatanga kubika " Urikusekerera nhasi kwakana hre? Muzukuru wangu " Eeee Gogo kungofara hangu ,ndakadaro ndaida kutovaudza kuti ndapinda murudo but ndazonyarara hangu " Ok kasira kubika vamwe nzara " , she said Ndakabva ndatanga kubika handi ndini ndaive mushandi hre chero hazvo Shantel avepo seipapa atova bz nefon yake zvisinei ndakapedzisa kubika ndokupa vanhu chikafu ndokugadzira zvinhu zva Shantel zvekuchikoro sekuru zuva iri havana kudzoka izvo zvaisashamisa nekuti ndivo vaidzoka kana Hari dzasukwa zveee ndakazoenda kundorara woo the following morning ndakamuka ndokuita basa rangu pandakapedza ndokuenda ku borehole ndaitoda kuonà Jim wangu luck ndakawaña aripo zvake " Hec , i said ndichinyemwerera iye akabva afinyamisa chiso chake ndokuti " Rumbie sorry nezuro ndaitamba wanzwa handikude Ndakanzwà Simba richipera mumabvi angu munyama rudzii wekudiwa zuva rimwe nekutorambwa nemarwariro andiita Jim Kaa ndakabva ndati " No Jim mudiwa wangu ita urikutamba hako ,i said ndichimundira akabva andisundira kure kwakadaro " Usandibata mhani unongomisa kusviba i said handichade nezvako" akadaro Akabva atosunda bhara rake ndokutanga kufamba achienda ndakasara ndangomira shungu dzainge dzandizara wangu munyama hwai koo nhai Mwari ndakateka mvura ndokudzokera kumba ndakangosvika ndokuisa pa bucket remvura mu kitchen ndokunozvivharira mubedromm mangu ndakatanga kuchema shungu dzainge dzandigara mudundundu mangu STAY TUNED 🩷
❤️ 😢 🙏 👍 😂 😮 68

Comments