
PEEE WEKWA SHUMBA ONLINE NOVEL
February 3, 2025 at 09:39 AM
Manga mambonzwa nezvemusikana anonzi Rumbidzai here kana usina mukana uri huya unonzwa chiri kupisa ku channel kwa tete Masibanda kune chipatapata mukamboona munhu anoshaikwa sikarudzi ariko ku channel kune chusionekwi umhandara hwaamai
https://whatsapp.com/channel/0029VaSVy4v2UPBBILNWyt3i
RUMBIDZAI
STORY CREATED AND WRITTEN BY.
TETE MASIBANDA@VACHIVI MAMA KIMBERLEY AKA PEE WEKWASHUMBA..
READ ,SHERE ,LIKE AND COMMENT
CHAPTER 6
"Haaa ::::::pana sikarudzi akadaro Crag akamira kumumadziro achiratidza kutya kwake kwese ndakashaiwa kuti arikumboti chii? Chaizvo ndakamuka ndokugara ndokubata zasi kwangu ndakanzwa zvakangokwana sikarudzi yàngu iripo
" Asi chii?
" Uri munhu hre? Iwe or uri gost ,he said achitàridza kutya
" Hongu ndirimunhu wy nhaiwe
" No pfeka hembe dzako ubude mumba mangu
" Asi ndadii
" I said pfeka ubude usada kundibvunza zvisina basa", he said akati kwakati nemadziro
Ndakangotora hembe dzangu ndokupfeka asi musoro wangu wainge wakutopisa nekufunga what the meaning of this wy Crag ainge achiti haasi kuona sikarudzi yàngu apa ini ndichinzwa kuti iripo
" Uchakagarirei kasira kupfeka xaar ndoda kundokusiya pandakutora
" But wy inga tanga tichingowirirana wani? Ndakadaro maziso angu akutovavira misodzi chokwadi ndaiti ndawana munhu anondibvisa umhandara hwangu iye munhu akuramba hre
" Iwe hure ndati pfeka hembe dzako ubude mumba nxaaa unonetsera kurarwa ndamboti ndokuda here zvawanga uchivhura magumbo sedhadha riri kurarira mazai", he said zvainge asina mumukanwa nhaimi.
" Usanditi hure cz ndiri mhandara ini
" Mhandara ::: mhandara my foot ,dai uri mhandara ungadai uchinetsera kurarwa here? Ndakambokuudza kuti ndokuda here?
" Sorry, i said ndakutonyara ndaiñge ndaratidza kuzvidzikisira Chaiko :::; Ndakadhonza hembe dzangu kwakutanga kupfeka
" Kasira! Ndoda kundokusiya kwandakutora
Ndakapfeka hembe dzangu first ndokupedza ndichibva ndanosiiwa kumba kwedu mufaro wose wainge wachipera zvose nenyadzi hongu ndainge ndabva zera ndisina kumbosangana nemurume asi ndainge ndazonyadzisawo chokwadii
Muroad mese hàkuna aingotaura neumwe yaingova zii ::ziii pfungwa dzangu dzaisave pamwe chete zvañgu ndakatozoita kuvhunduka ndanzwa kuzungunuswa
" Tasvika chiburukai magogo", he said
" Ok thanks", ndozvega zvandakakwanisa kudaira.
Ndakabva ndaburuka ndokuenda kumba ndichingosvinetsa mundangariro ndakasvika ndokunanga kubedrom kwangu sezvo yainge iri Weekend vana Taira ndovaita basa repamba saka ndangonanga kubedrom kwangu ndakasvika ndokuzviwisira pabed ndakuchitanga kufunga Upenyu hwangu hwaingotenderera pamwe chete ndakazovhundutswa na Taira
" Hei sisi matodzoka zviripi zvima chocolate zvatengwa na bamkuru ,she said achiserera
" Bamkuru vapi koo hapana apo mwana wa Mai vangu,ndakadaro ndakufunga zvainge zvaitika
" Wooo Ok though mava murudo kaa ndaida kukuudzai kuti Crag kana mada nezvake musamuvhurire gumbo iii player riye
" No just friend chete"
" Soo varipi bamkuru vangu
" Handisati ndamboita mukomana ini"
" What?
" Yaaa I am Virgin
" Wooo makazvibata Sisi ini ndakatovhurwa kudhara na Tafadzwa wangu but ndiye first lover yangu I wish dai ndakazvibatawo semi cz I am 25 years
" Ooooo Ok, ndakadaro kungoti aisaziva zvandaisangana nazvo muupenyu chete
" But anondida hake ndikangopedzisa course yangu ndakutoroorwa
Takazotaura dzimwe nyaya Taira ainge ari Free Tania ainge ari muñhu asinganzwisiseke kuti anoda zvipi then Talia uyo aigara mood manje Taira muñhu akasununguka takataura nyaya dzakawanda zvekuti stress yakatombopera zvayo
" Regai ndimbonoita zvemabook Sisi mangwanq kuchikoro
" Ok, akabva abuda
ndakasara ndakutarisa kuti Crag hana kumbonditsvakawo here? Ku App but no painge pasina profile ndakabva ndamuisira message yakabva yango ticker kamwe chete moyo wangu wakarwadza kutadza kuziva kuti ndairwadziwa nei? Crag wacho ainge asina kundipfimba ñdakatoona kuti saka Taira anga achirevesa kuti iii player wy anga achida kurara neni pasina kuudziwa kuti I love you ndaiñge ndakutoda kuvhura gumbo aaaa
Days passed Mai Shumba vakabva vadzoka kubva ku UK takavigirwa hembe kubva kuvana vavo kusvika kuneni maid ,Zuva iri ndakamuka ndokuita basa rangu yaitova Sutday
" Rumbie urikudiwa mubedrom kwa mom ,akadaro Tali
Ndakabva ndasiya zvandaita kwakuenda kubedrom kwacho ndakawaña vakagara pabed ndokugara pasi
" Huya ugare pano pandiri not kugara pa I am your mother Rumbie
Ndakasimudza ndokunogara pabed pavainge vari vakamboita nguva vakanyarara vachibva vati
" Ndoda kubvunza something if uri free kundiudza hako
" Ok mama"
" Unezvaunomborota here?
" Hongu!
Ndakabva ndavarondedzera my story ndakanyatso kuvaudza everything
" Hausati waenda kuma period ?
" Eee"
" How une makore mangani"?
" 29 years"
" Ok story yako yakada kufanana neyangu but yako iri nani pakuti unotorota uchirara nemunhi ini ndairota nyoka and ndakapedzisira ndakutoiona life Chaiko soo ndakubvunza kuti vabereki vako varipi ndine mukadxi wandinogara ndichirota achiti batsira mwana wangu! That's why ndakubvunza ndinoti pese pandinorara ndorota mukadxi mutsvuku ari mupfupi achiyeredza misodzi yeropa vabereki Mai vako unovaziva
" No vakashaya ndiri mudiki chaizvo handivazive
" Ok no problem hantie but ndoda kukuudza kuti dambudziko rako rinopera if wakashinga kuita zvinoda kukudza
" Aslong dambudziko rangu richipera ndakashinga mama
" Ok handina zvhinji zvekutaura asi ndoda kukuudza kuti Abraham akanga akwegura ndivo Baba vedu vekutenda ainge akwegura asina mwàna asi akaziva wekuudza ini ndoda kukufurira my daughter mabvi ako ngave chombo chokurwa hondo , hàkuna chinokunda simba ra Mwari
" Kuti rangu dambudziko rinopera here? Mama
" Ndakuudza kuti ini ndaitoitwa mukadxi nenyoka what about iwe unoitwa nemunhu ndainge ndakapikirwa mhiko yekuti handibate mwana mumaoko Asi kubva zuva randakava neushamwari nemurume anonzi Jesu now I am happily married vana 9 ndakangotakura nhumbu 3 chete asi tarisa kwazvava
" Asi makaita zvekudii"
" First pregnant yangu ndakazvara ma triplets then second ndokuzvara 3
but ndainge ndakatopikirwa mhiko dzekuti handibate mwana ini Upenyu hwangu hwaitorwadza pakuti manheru ndiri mukadzie wenyoka masikati wedhara bamukuru vangu murume watete vaindiita mukadzi soo murume wangu akandiwana ndisiri mandara ndakarohwa kuita kuñge ndichafa ,asi ndaiziva kuti Mwari havana nhorowondo yekundikana
" Ndoda kutsanya newe 3 days todya manheru chete uvaudza Mwari kuti Hannah akumbira mwana mukazvitaridza soo newe unofanirwa kuenda ku period kupera kwevhiki rino ,ramba kushandiswa nemweya yerima wañzwa mweya weurombwa urambe nezita rajesu
Vakabva vandibata ruoko rwangu ndokubva tapfugama ndokunamata ummmm mai vàinge vari prayer worrie ivavo vaita kunge muñhu arikutaura na Mwari ini ndakungotedzera zvavaitaura ndofunga ndakaita hour yose tichipedza vakabva vati
" Vhiki rinopera waenda ku period ukaona rikapera usina kuenda Bible iro ndoripisa cz Mwari wandinonamata ndiye akabvisa Razaro kuvafi kumuisa kuvapenyu saka situation yako chii pamberi pa Mwari kana vakasungura Peter mukati metirongo naizvozvo ndoda vabvise chain dzakasunga upenyu hwako .
" Maitabasa mama nerudo rwenyu
" Ndotokuona sa Taira soo it's my dutie
Takabva tatotanga kutsanya imi zvainge zvakaoma zuva raizovira ndakunzwa kuda kufa nenzara chaiko days passed no kuenda kuma period
" Ndichaenda here? Kuma period mama
" Wy not faith chete"
" Kungoti mhinduro ya Mwari inonoka ,i said ndaitoona kunge nhema kuti ndichaenda kuma period kwacho mama vakabva vandibata ruoko rwangu ndokuti
" No my daughter mhinduro ya Mwari hainonoke wanzwa inhema dziye kuti mhinduro ya Mwari inonoka unorangarira here Abraham akabata mwana akwegura after that Mwari kwakumuti Abram enda unoita mwana iyeye ichibairo ,hana kuramba akabva aita sekutaura Kwa Mwari ndokuenda nemwana kugomo " Issac unotobvunza kuti nhai baba zvamurikuti munoda kunoita chibairo ko gwayana racho riripi , Abraham anoti zvinozikanwa na Mwari vakaenda mugomo Abraham painge akuda kuita Issac chibairo anonzwa inzwi richiti Abraham cheuka kumashure ::::: Anocheuka ndokuona gwayana my point is mhinduro ya Mwari hainonoke dai yainonoka Issac ingadai akaitwa chibairo , Dambudziko nderekuti isu pachedu hatigone kuzvininipisa pamberi pemurume anesimba chete
" Thanks mom ,i said shoko ravo rainge randigara pakadzika pemoyo wangu chaiko ndakazviudza kuti ndofanirwa kuzvininipisa pamberi pemurume anesimba wandainge ndaudziwa
Days passed rimwe zuva ndakangomuka ndichinzwa kuchekwa chekwa mudumbu mangu ndakazoti pandainge ndakuda kugexa ndakaonq pant rangu rine ropa ndakaita Ku scremar nemufaro ndakaratidza mai Shumba
" Thank God period pain inopera my daughter don't worry
Mangwanq acho yainge iri Sunday takumuka ndokugadzirira kuenda ku church yainge iri ye AFM tichisvika vanhu vakatanga kuimba ipapo ndakatanga kunzwa kutsva ndakamboshinga but eish ndakapedzisira ndasimuka ndokuda kumhanya ndichibuda ndisina kwandasvika ndakabva ndabatiwa ::::::
STAY TUNED.
DROP COMMENTS AND LIKE.
❤️
👍
🙏
😮
😂
😢
96