
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
January 31, 2025 at 03:24 AM
It is done ✅✅✅
Nhasi ndanga ndiri muteritory yevaroyi vako uchaona hope dzaucharota ,
Na 12 am midnight ndoda kuvapisa nhasi vamwe vanodonha muchadenga vamwe vanoedzerwa vamwe vachatanga kunzwa kutsva muviri wose
*Pauchanwa mvura vamwe vachatanga kuchaya ,vamwe kurutsa vamwe kutanga kutevera isiri nguva yavo*
*Cinnamon powder Tora Shoma zorai pasi petsoka nhasi manheru worara wakadaro zvimwe ndichakuudzai mangwana after prayer ya 8pm*
*Vanowana mashizha embambaira please pfekai shizha rembambaira mutsoka mugumbo rekuleft , vasina bhutsu dzakavharika isai mubraa kana muhomwe , unozoribvisa manheru mangwana*
🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
🙏
😢
😮
18