
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
January 31, 2025 at 03:25 AM
*Ngatipfekei shizha rembambaira nhasi mutsoka hama.munashe tozobvisa manheru hedu vasina bhutsu dzakavharika isai mubraa kana muhomwe henyu asi mubhutsu ndomune maresults anofadza*
🙏
❤️
😢
24