
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
January 31, 2025 at 05:54 PM
*As we prepare for our fasting and praying which will start tomorrow 1 February to 4 February*
*Tichigadzirira kupinda pafasting ichatanga mangwana 1 February patichanyengetera nhasi na 8 pm to 8 30 pm ngatikumbirei Jehovah kuregerera kutadza kwose kwatakaita pamwe takatadza tichiziva pamwe tisingazive , asi Jehovah muponesi wedu tose anotiregerera pazvivi zvose uye ngatikanganirwei vose vakatitadzira pane zvose mukurarama vamwe takatizwa nemurume vamwe takatizwa nemukadzi vamwe takadzingiswa Mabasa neshamwari ,vamwe kungovengwa pasina chawatadza ngatikanganirwei vanhu vose ivavo ,Moyo wedu unyevenuke tikwanise kugashira mablessings atapiwa naJehovha pafasting yatiri kupinda mangwana*
*Kana 8 pm dzakwana Tora cinnamon yako kana usina kunamata nayo nezuro asi kana wakanamata unobata mvura kuleft phone kuright kana muinayo usina kunamata bata cinnamon mvura necinamon kuleft then phone kuright cinnamon unoisiya iri muplastic*
*Ndichakuudzai kut muchishandisa Cinnamon sei pafasting nhasi after prayer ya 8 pm*
*Fasting iri kutanga musi wa 1 February 2025 from 6 am to 4pm then to breaker*
Then musi wa 2 February from 6 am to 4pm then to breaker
Then musi wa 3 February from 6 am to 4pm then to breaker
Then musi wa 4 February from 6 am to 4pm then to breaker
*Please kana Uri pamedication kana muine pamuviri kana muchiyamwisa hamutenderwe kufaster zvachose munongonamata chete muchishandisa Cinamon*
🙏
❤️
👍
😂
30