Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
February 3, 2025 at 05:21 PM
Riripo zuva randichasiya nyika ino Baba ndiyambutsei rwizi urwu rwizi Jordan kana ini ndarwara ndashaiwa mubatsiri hama dzangu dzatiza ini ndasara ndega Baba ndiyambutsei rwizi urwu rwizi jordan kana mazuva aperawo andakatarirwa panyika Baba ndiyambutsei rwizi urwu rwizi jordan nyika yandiremera fambai neni baba nhamo nematambudzo zvakandikomba baba ndiyambutsei rwizi Urwu rwizi jordan ndoshuva uyo musha usina kuchema baba ndipei simba ndigone kukurira Baba ndiyambutsei urwu rwizi Jordan kana ndasika parwizi pazambuko rwunonzi rufu Baba ndiyambutsei rwizi Urwu rwizi Jordan 🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤🎤 *Jehovah rwizi ruri kumberi kwangu rwakura , ndiyambutsei rwizi urwu , marriage yangu yanetsa Jehovah ndiyambutsei rwizi urwu ndikwanise kukunda mumarriage yangu , ringava basa Charo ,kungava kusemwa mumarelations hips Jehovah ndanzwa nekubuda ndichipinda mune dzimwe baba , ndiyambutsei rwizi urwu baba , ndinouya kwamuri manheru ano ndakazvinipisa ini Jehovah , kana zvichiita kumedzwa nehove zvakaitwa Jonah ndimedzei baba kut ndigokwanisa kuyambuka rwizi urwu baba* *Mazuva ose yangova misodzi pamatama , kana ingava nyama tava kutonzwa kunhuwirira kwayo Kuma next door Jehovah , tiyambutsei rwizi urwu baba , urwere wakomba mukati memuviri Jehovah ndisunungurei mukati mezuva ranhasi ndigokwanisa kupupura zviri kuita vamwe* *Jehovah ndi Mwari akatendeka , Namata wakazvizvinipisa mukati mezuva ranhasi ,uchikumbira zvose zvamunoda kubva Kuna Jehovah* *Kana 7:50 pm imba kasong kanokuswededza Pana Jehovah kana 8pm dzakwana wotanga kunamata kusvika na 8 30 pm* *Remember kubata phone to your right side then mvura kuleft hand side 500 ml wozonwa yose na 8 30 pm half* 🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿 Be connected
🙏 ❤️ 👍 😂 😢 45

Comments