Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
February 4, 2025 at 04:56 PM
Kune vaye vanochema nemakumbo anozvimba,anorwadza nekupisa hoyo mushonga. Munotora mashizha aya modziisa pangave pamoto kana pastove. Tsika tsikai uye kutova makumbo acho. Chinowanikwa musango vamwe vanochiita ruva pamba. Miti kurapwa kwezvirwere*
🙏 👍 ❤️ 😮 8

Comments