Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
February 4, 2025 at 06:41 PM
It is done ✅✅✅ We thank k Jehovah for instant healings *Cinamon yamuinayo zvamunoita munomuka kuseni zuva risati rabuda moisa half teaspoon motora weti yenyu yekuseni yauchaita ipapo sanganisai sanganisai muchi taurai zvamuri kuda muchisanganisa ,ndoda macustomers awande maCv apindurwe kana wapedza kutaura chizora kumeso chete asi kana uine Pari kurwadza Zora zvekare ipapo kwete muziso kana mumukanwa ☺️ panorwadza pose Zora wosiya zve 20 minutes then wozogeza hako uchaona zvichaitika zviitei zuva risati rabuda* *Zviitei kusvika Cinamon yenyu yapera yose zvekuzora pasi petsoka zvapera nhasi* We serve a living God Jehovah *Shizha rembambaira usakanganwe kuisa mubhutsu mamwe matswanye tswanya woisa soup yacho kana kuisa mashizha acho akatswanyiwa mumafuta ekuzora wopota uchizora hako everyday chero mafuta anonhuwirira haana basa Zora uone mafuta ane mashizha embambaira asi unotanga wakatsukuta kana kutswanya kana kumakuya woisa mumafuta ako wozora zvako everyday ndati uchaona imwe change isingaite kufarirwa uku macustomers Aya uchaita ekuramba matip Aya vanoshanda muma restaurants kana muma pub or bar or muship haa muchandiudza zvenyu* *We serve a living God Jehovah* *Goodnight mangwana ndichavhura magroups ose* 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
🙏 ❤️ 👍 😢 😂 71

Comments