Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
January 31, 2025 at 02:15 PM
Follow and like my Facebook page
https://www.facebook.com/share/15kBB7fgtT/
Follow my WhatsApp channel
https://whatsapp.com/channel/0029VaEpX4f3mFYFDMD9w709
Join my WhatsApp group
https://chat.whatsapp.com/DTWYfAd4dxz9uQps8PSFGi
*Redemption*
Written by
Tinah Munyengeni.
O787336898, O786192322.
Chapter 17.
Bartholomew.
"Handisi kuziva kuti why ndirikuda mwana waZinyama, hameno maybe ndirikuda revenge or it's because ndiye one musikana aratidza kusava nebasa neni" ndakataura naIsaac aiva atouya kubasa kwangu kuzoona zvakwaiva. Ndiye munhu wandaiva ndatodecider kuudza iyeye nekuti Michonne wacho aiva atumwa namai vake kuzotora mari yandaiva ndakambokwereta. Pacho paiva auya Michonne ndakangomuudza zvekumuda sema funnies but paakandiramba manje zvakandishamisa. Ndakatadza kuzvitambira mushe nekuti vanhukadzi ndivo vaitongozviisa pandiri zvekutovhevha munhu chaizvo ndaiva ndisati ndakambozviita. Zvakandipa kunwa wine zvekurambiwa kwangu nemwana waZinyama zvakazoita ndiende kumba late. Kumba kwacho ndinenge ndaiva ndanotaura zvisina basa nekuti ndakatozonzwa Rukudzo akundibvunza makuseni pandaiva ndabuda ndikazviramba. Chandaitongoziva kuti ndikanwa wine zvakanyanya handizofunge zvese zvandinenge ndakaita.
"Saka urikuda mwana waZinyama plus mukadzi wacho urikudya futi?" Akadaro Isaac ndikaseka ndichiti, "mukadzi wacho ndiye ka anoramba achindinetsa, zvaaida chaizvo ndakamupa saka apa ndakutoda mwana wacho. The fact yekuti she rejected me yakandisiya ndine mubvunzo hobho, I mean what's so special about her chakaita andirambe?" Ndakadaro Isaac akati, "Haa iwe anenge asingade ka, havasi vese vakadzi vanonakirwa newe wangu. And wanga wajaira kungochiviwa but iyi manje ndoyakasiyana nedzimwe nyaya nekuti kana uchitokada urikufana kutosimba nekuvhevha apa iwe haugone kuvhevha kwacho hauna kuzvijaira" akadaro ndokuseka akati futi, "and akada kuudza futi Charlene hazvizopere mushe ka ipapa?" Akadaro ndikati, "ndambotaura naye makuseni Charlene apa haana kumbotaura nyaya idzodzo kureva kuti hakana kunotaura. Haaa shaa this time ndirikuda kutombozvionawo kuti zvinoita sei kuvhevha munhu achikuramba kusvika azobvuma. This is really new to me nekuti dai ndiri munhu asina basa nezvakawanda vakadzi vese varipano ndakatopedza navo nekuti vane crush neni ka ava?"
"But uite nyaya dzako uchiziva kuti une mukadzi kumba. Inini hangu as a friend handikurudzire kuti urambe uchiita zvaurikuita naCharlene. And handikurudzire futi kuti uvhevhe mwana wake nekuti hazvina kana chimiro ka?" Akadaro ndikati, "akatanga kundiitisa zvisina chimiro ndiye ka Charlene, saka apa chashamisa chii pamwana wake? Haaa ndirikuda kutoti Zinyama azive kuti zvaakaita kuda kundiuraya was a big mistake. Hakuna chimwe chingapedze marwadzo iwayo kunze kwekumitisa mwana wake" ndakadaro akati, "uchiri kunamata here iwe? Seriously this isn't the Bart i know. Aiva asina basa nekurwadzisa vamwe despite kuti iye arwadziswa sei? Waita kunge waiva wakapusa hako but wakanga urimunhu boe unomboziva?" Akadaro ndikaseka ndichiti, "zvinhu zvinongochinja. Ndaiva ndisati ndaona zvakaita nyika, iwe unoziva ndakaita three weeks ndiri unconscious ndarohwa nevanhu vaRick. Handina kana munhu wandakaudza nyaya iyoyo, I lied to my family. I lied a lot about all this, me becoming a businessman. Chavanoziva kuti Bartholomew akaita mari ashanda, handina kana murungu wandakashandira inini, I used this thing to get all this money. I did that to save my mom, Zinyama akandirova because he has the right to do so but kwete kuzoda kundiuraya? Haaaisiriye anondipa hupenyu ka uya zvekuti angangosarudza kunditorera hupenyu nenguva yaada. The only way for him to feel the same pain ndokunge ndamitisa kamwana kake. And by that time ndinenge ndakusamutya, it'll be a grenade for grenade an eye for an eye my guy" ndakadaro ndichirova bendekete raIsaac ndikasimuka.
"This is it, hushe huri kudenga. Pano pasi kutongotadzirana nekuitirana zvinorwadza zvichitoennda zvakadaro" ndakadaro Isaac akati, "unoziva ndakutodemba kuti dai ndisina kukuti ita zvinhu izvi? You're very different from who you were and it's not good Bart, it's not gonna help you benefit anything. You're busy fucking his damn wife ain't that enough? You're planning of going after his kid, the pure kid is just innocent she doesn't know any of this" akadaro ndikati, "she's innocent as i used to be. And what happened to my innocence? Charlene and Mildy and Rick took that away from me. Look what I've become today? I end up marrying Rukudzo because i always feel indebted to her. She's not that good to be my wife because she's too forward, pandakamuudza zvekumuda it was my first time ndichida kuona. But nekufamba kwetime i realized kuti ndakanga ndakumuda and ndakazosvika patime yekuti ndakanga ndakusamuda futi but i couldn't say it because she was a good person to me and my mom and we all felt indebted to her. Me and my mom, they did this to me, they changed me into this. You know me Isaac i wasn't like this before. Rick is expecting to be a father of two which is not right because the pregnancy is mine and that's makes the child mine too. Why can't i just stand my ground and take the revenge? Rick ndiye wandirikuda kutanga naye and he deserves whatever it's coming in his way. Don't try to stop me Isaac because ndirikuzoita zvekumitisa Michonne wether i rape or kuwirirana. As for Mildy and my dad haa avo vachaona havo gehena on earth lemme play my cards"
"Ko nhaiwe zvawatove monster?" Akazodaro Isaac atopererwa kana inini ndakabva ndaseka nekuti ndaiva ndisiri sure kuti ndaizoita zvese izvozvo ndaitongoda kuona reaction yake. "there's no way yandiri kuzoita zvese izvozvo" ndakadaro ndichiseka akati, "Iii iwe wanga wakutyisa wangu, ko ndanga ndatoti wapindwa nei. Inini unoziva handinamate hangu but i do read the bible. I know unogona wanga urikutamba hako asi pfungwa iyoyo icharamba ichikura mauri yekuda revenge, but let me tell you something, don't let that change you. Let the past go and move on, you've got a beautiful wife ne business rako ririkuita zvakanaka wani iri. Ndizvo zvinhu zvaurikufana kuisa focus yako. Zvemwana waZinyama siyana nazvo. Zinyama vanhu vagara muzvinhu pamwe zvehalf yemakore aararama saka akazviziva kuti ndizvo zvaurikuita anokunyangaritsa zvisina kana nguva. And stop contacting his wife, chimusiya aitewo zvehupenyu hwake nekuti munhu akaita zvinhu izvi atoriwo desperate. Haana kumbosiyana ne surrogacy kungoti makazogumanisa nyama nekuonerana and it was your first time saka hazvikasike kubva mumusoro mako but you need to let that go. Focus nezvichauya mberi, you might be surprised kuti why ndirikudaro but I'm always like this. Ndaingokupa ma advise kubva kare but kungoti waisamaona seaakanaka. I'm proud of who you become today Bart seriously I'm proud of you. Ndinoziva zvakaitika kuti uzova panapa inini saka ndinotokunzwisisa zvese zvauri kufeeler izvozvi. Trust me i do Bart and usaite zvinhu izvi uchishanda nema previous. Charlene haana kumbokutadzira tikada kuzvitarisa"
"I know that" ndakadaro ndichigutsirira and he was right. He always get my back achindiudza zvekuita. Pana Charlene aiva ariiye akatotanga kunditi zviriboe and zvakanga zvazondisvitsa pandaiva. "Just know that in everything you do God is watching. We can't hide from God and we can't run away from him. So my advice to you on this case don't let the past tell you what to do, ignore the past listen to the future. Listen to it's whispers, off course the past is very loud but ignore it. You need to focus, forget about Michonne, forget about Rick. Zvawakapiwa namwari izvozvi tenda nazvo. Go back to church, I know you can do that and the moment yauchadzokera kuchurch uchatanga kuona zvinhu differently zvekuti you'll be able to ignore the past. Rega ndibaye ndine zvekutoitawo zvakandimirira" akandirova bendekete ndokubva abuda hake. Ndakasara ndikadzamisa pfungwa kune zvaiva ataura and for sure the past was very loud. The future wasn't that loud zvekuti i needed time to listen to it's whispers. I sighed ndichibva ndatanga kuita zvebasa.
Pandakaenda kumba ndakasvika mama vauya ndikatofara nekuvaona vakazoti, "Bart wakuita zvekunwa doro? Uchipinda mumba na 9? Kana kuchurch hausi kuenda. What's wrong?" Vakadaro mama ndikaziva kuti vaiva vaudzwa naRukudzo saka chandakaita kungokumbira ruregerero. Even kuna iye Rukudzo ndakakumbira ruregerero nezvandaiva ndaita ndikatovavimbisa kuenda kuchurch Sunday yaiuya. Mama vacho havana kuda kukasika havo kudzokera ndofunga vaida kusiya vamaker sure kuti ndirikuenda kuchurch. Iri Saturday takapinda mutown ndichida kuti nditenge zvimwe zvandaiva ndisina zvekuchurch kwacho kwakubva ndasangana na Michonne ana dad vake. She was wearing tuma shorts twake itwotwo and kuona Zinyama kwakarovesa hana yangu. He was busy kutaura paphone uyu mwana wacho akamira paside ndikashaya kuti ndomudaidza sei. Vakabva vatanga kutobuda panze ndikatanga kutevera. "ko takuendepi?" Akadaro Rukudzo wandaiva ndatokanganwa kuti ndinaye ndikamupa mari ndikati, "Sara uchitenga ndodzoka kuzokutora, pane munhu ane mari yangu anga arikundinzvenga pese apa"
Ndakavatevera panze paye Zinyama angori paphone and hapana kuita time pane mota yakauya kuzotora Michonne iye ndokubva apindawo mune yake vakaenda maroutes akasiyana ndikatevera yaiva yatakura mwana wacho. Akanosiwa pane imwe mall ndokubva mota yacho yaenda ndikasara ndichiteverao. "Hey" ndakadaro ndiri pamashure pake akavhunduka ndokuzobata muromo akati, "nhaimi? Mandivhundutsa" akadaro ndikasekerera ndichiti, "I'm sorry, uriboe?" Ndakadaro akati, "yeah I'm good, ko tazosangana seiko kuno?" Akadaro akufamba ndikati, "ndangonzi namwari enda panzvimbo iyi musikana waunoda achauya ipapo" ndakadaro akaseka achiti, "hakuna mwari akadaro" akadaro akutsvaga zvinhu zvaida ndikati, "but ndizvo zvatoitika ka ipapa. And I'm happy to see you, everytime pandinokuona ndinonzwa kufara so. Nyangwe ndanga ndakasuwa ndinokanganwa nhamo dzese hona ndakungosekerera" akanditarisa tikabva tasanganisa maziso. My skipped a bit ndikaramba ndakamutarisa akazokasika kutarisa side akati, "and makaoma, I heard mama vachiti muri businessman ipapa. Ne age yenyu iyi?" Akadaro akuchinja topic ndikati, "haa handisati ndava businessman ini, mulife mangu muri kungoshota chinhu one kuti ndinzi businessman"
"And which is?" Akadaro ndikati, "someone like you, ndikadiwa nemunhu anenge iwewe ipapo ndinenge ndakunzi businessman for sure. Just imagine ndichimira pamberi pema workers angu introducing you as Mrs Mangava. Haa ndinonasonzwa chiremerera" ndakadaro akaseka achiti, "manje hazviite, I already told you that and i don't date ma business partners ema parents angu" akadaro ndikati, "are you sure about that?" Ndakadaro ndamira akabva amirawo ndokuti, "yes, ko ndozviitirei zvekudanana nemunhu anowirirana namama? Havambozvide nekuti vakati zvisaitike zvinhu zvakadaro" akadaro ndikasekerera ndichiona hangu kwaiva kwabva nyaya yekuti ndirambiwe and i was actually going to end things between me and Charlene kuti zvisazonditadzise kudiwa na Michonne."do you mind giving me a lift? Zvinhu zvacho zvandirikuda hamuna umu" akadaro ndikati, "sure why not, hauna munhu anga anzi achauya kuzokutora here manje?" Ndakadaro akati, "ndauya nadriver, lemme just call him ndimuudze kuti I'm using public transport kuti dad vasazonetse" akatora phone yake mukabag takutobuda panze tese.
Akaita macalls ake ndokuti, "yeah zvaita" akadaro ndikabva ndanomuvhurira door akapinda. Ndakati ndichigara phone yangu kwakutorirawo ndikaona ari Charlene. "Sorry lemme take this" ndakadaro ndokubva agutsirira zvikanzi, "Zinyama is out of town for two days, imbouya ka nekuti ndirikunzwa kuti mwana arikutoda kusimbiswa" Akadaro ndikati, "sorry I've got a lot of work to do" ndakabva ndatokata inini kwakusekerera ndichimutsa mota. Yakabva yafonwa futi ndikadaira ndichiti, "ndati ndine zvandirikuda kumboita wani kubasa?" Ndakadaro ndikazonzwa Rukudzo achiti, "iwe ndapedza huya tiende kumba" akadaro ndikatura mafemo nekuti ndaiva ndadaira ndichifungira Charlene. "shandisa public transport, haa inini apa ndine zvandiri kuda kutoita ndokubata kumba, ok, sharp" ndakadaro nekutokata Michonne akati, "asi manga mune girlfriend muno mutown mese?" Akadaro ndikaseka ndichiti, "no, I was actually with my sister ane zvaanga achida muno mutown saka ndanga ndamuti ndichakutakura but akutoshandisa hake public transport"
Stay tuned.
End of chapter 17.
This is not a free book fellas 😉.
It's going to be onsale on chapter 21 Saka nyaya iripo ndeyekuti ugare wabata nzvimbo. The thing is tine promotion ye buy one and get one for free. So ukatenga rino watopinda mupromotion yekuti unozowana rimwe raunoda mahara. And tichange tine mutengo uri pasi nekuti ichiri promotion.
*$1.20 USD ecocash.*
$1.20 innbucks.
*40 ZiG ecocash.*
(O786192322, Tinashe M Munyengeni ecocash number)
*$1 USD airtime.*
(Buddie or netone)
*25 Rand voucher.*
Ott, Blu voucher or 1 voucher.
_Kana mangoisa mari yenyu nhasi ibvai mangouya inbox neproof yenyu mobva mataura rimwe book ramurikuda. Ndichakupai refree ramunenge muchida then you'll be added ku Sub kuchange kuchiuya Redemption. So get your seat today. Send your proof apa, O786192322 musaise proof kuma text_
*Booklist*
Favor
Unseparated
Zvemoyo
Mistakes.
Israel
I married my uncle.
Hidden Feelings
The Samaritan
Conception Donor
Ndinevimbo
Incestuous
Infidelities
So mabooks iwaya akatopera unosarudza raunoda ndokupa.
❤️
👍
🙏
😂
😮
😢
270