Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
February 1, 2025 at 10:26 AM
Follow and like my Facebook page https://www.facebook.com/share/15kBB7fgtT/ Join my WhatsApp group https://chat.whatsapp.com/DTWYfAd4dxz9uQps8PSFGi Follow my WhatsApp channel https://whatsapp.com/channel/0029VaEpX4f3mFYFDMD9w709 *Redemption* Written by Tinah Munyengeni O787336898, O786192322 Chapter 19. Michonne. "Mama asi Mr Mangava vane mukadzi?" Ndakadaro mama vacho vatevera kumota kwandaiva ndaenda vakati, "Bart ka? Munhu waanga anaye mukati umo ndiye mukadzi wake. Asi waiti haana mukadzi?" Vakadaro vachigarisika paseat ndikati, "aihwa, ivo ndivo vakatonditi ndidaidze kuti Bartholomew musi wandaenda kubasa kwavo kunotora mari paye. Hanzi handina mukadzi saka ndiri kutoshaya kuti kana vane mukadzi problem yavo iripapi? Ko zvaakangonaka wani mukadzi wavo?" Ndakadaro vakati, "ah varume ndizvo zvavari ka? Kana ari saBart hako usatombotambire padhuze naye munhu iyeye" Vakadaro mama ndikati, "aihwa ko ndotambira padhuze navo ndichidei hangu. Kungoti ndanga ndisina kumbotarisira kuti vane mukadzi the way he said call me Bart, hee Bartholomew Mangava" ndakadaro kwakuseka zvekutorwadziwa hangu. Hameno nei zvaiva zvandirwadza kungoziva kuti Bart aitova hake nemukadzi. Ugoona ndaiva ndatotaura zvekuenda kuChinhoyi caves naye kurikuda kutomupa mukana. Ndaiva ndazviudza kuti ndaida kumupa mukana ndimboona kuti zvaisashanda here. Ndakanga ndisina kumbobvira ndakaita mukomana saka ndaiva ndazvipira kutangira paari ndisingatozive hangu kuti atori murume wemunhu. "Varume vekuno kuZim ndizvo zvavari, and hakuna chavanenge vachida kwauri kunze kwekungorara newe" Vakadaro mama ndikati, "yeah inga ibasa chairo" ndakadaro ndokubva ndamira parobot ndikaona mota yake nepa view mirror yamirawo kumashure kwangu. Ndaitoiziva mota yake saka ipapo ndakatoshaya kuti aiva arikuda kudii. Takapinda tese robot ndikaona achitevera hake ari kure. Ndakazviudza kuti ndaida kungomuudza kuti asiyane hake neni nekuti kana pane chinhu chandaiva ndisiri kuzoita kusekerera murume wemunhu. Ndainzwa kuti zvinokuvadzisa and zvaitongotyisa saka ndaida kutomuudza kuti zvigare zvagumira hazvo munzira asati anyanya kundipinda pinda. Ndakaenda kumba ndiri busy kuudzwa namama kuti zvakaipa zvekutaura kana kuwirirana nevarume vevanhu. Ndaingobvumira hangu asi ziso rangu rakuwandira pamirror apo pandayiona mota yaBart ichitevera kutosvika nesu mulocation yekumba. Mama hapana chavaiona havo nekuti vaitova busy kudya zvima snacks zvavo zvavaigara vachidya nekundiraira. Ndakasvika ndikapinda mugate mama ndokuburuka vakati, "utevere netwunhu twangu twuri kumashure uko" vakadaro vakutoenda mumba ndikati, "ok" ndakasara ndikavhara madoors ndikanobuda gate. Bart akanga atosvikawo pagate akamira pamota pake paakandiona akati, "Michonne I'm sorry, i can explain" akadaro ndikati, "Saka hamusi kunyara here ipapa?" Ndakadaro ndikati, "zvamuri nemukuhwa enyu hazvienderane. Kana mune zvamaida kuita neni zvekundishandisa kana kuda kurara neni mairasa henyu. And I'm asking you to stay away from me nekuti mukaramba muchindinetsa I'm going to tell my dad about this" ndakadaro ndikada kudzokera mugate akamhanya kuzondibata. Ndakavhazangura ndikamupa mbama ndakutochema ndikati, "musandibate, mune moyo wakaipa imimi. And my mom was right pavaiti ndisaswedere padhuze nemi, such a jerk" ndakadaro ndakutochema neshungu dzekungoziva kuti munhu ndakanga ndamuda but it was impossible kuti aite wangu. That feeling hameno zvayaingova zvaitokonya misodzi yangu kuti ibva yabuda. Akashandisa mukana wekuchema kwangu akauya kuzondimbundira nekumashure akati, "I'm sorry Michonne. I was actually going to tell you about this, but munhu wacho haasi mukadzi wangu shaa. She's my girlfriend and ndaiti ndichazokuudza nezvake kana tangotanga kudater. I should've told you kare kuti ndine umwe munhu ari kunditsoma. She's not my wife trust me, munhu wandinoda ndiwe Michonne ndokuda shaa" akadaro ndikati, "ndisiyei Mr Mangava" ndakadaro shungu dzangu dzawedzera nekuudzwa zvekudiwa nemunhu aiva nemukadzi wake. Ndakazoita wekuruma kuti andisiye akati, "insult me all you want but ndokuda Michonne. All my life handina kumboudza musikana mashoko aya, ndaingova munhu anochiviwa nevakadzi vevanhu nevasikana even kuchikoro chaiko. Handizive vayionei but handina munhu wandaivhevha pavari vanhu ivavo. But this is different nekuti what i feel for you is so real Michonne. Kundiramba kwawakaita pekutanga kwakandifadza nekuti ndakaziva kuti ndawana munhu wekupfimba ndega zvisiri zvekuwisira pandiri. And I'm not going to give up on you Michonne, not just like that. I know somewhere somehow you also feel the same. Inyaya yekuti pazongoitika zvinhu zvawanga usina kutarisira but hapana chambochinja pakukuda kwangu" "Makakwana here?" Ndakazogumisira ndadaro ndaona serious yaiva paface pake akati, "handichazivewo kana ndichiri ndakakwana Michonne. Zvandiri kutaura hazvisi zvekungoda kufadza iwewe chete, ndirikutaura mashoko aya achibva pasi pasi pemoyo wangu. Munhu wandanga ndinaye uko dai ari mukadzi wangu ndiripano newe here? Inyaya yekuti munhu akangomirawo namama vangu munguva yazvaiva zvakaoma. She saved my mom nekuti dai asiri iye akaona mama pavaiva vanwa mushonga pamwe vasipo. She did a lot of things for my family zvekuti ndotoshaya kuti ndomusiya sei semunhu akanga angoripo kubva pazvaiva zvakaoma. I can't just dump her like a piece of trash Michonne, atori nekakukosha kaanako but handimude . Munhu wandinoda ndiwe Michonne and trust me, handisi kunyepa. This is my first time kuudza musikana kuti ndomuda kasingaverengeke. Handina kumbobvira ndakazviita muhupenyu hwangu hwese so you're different Michonne, and izvozvo zvinondiudza kuti wakakosha. I once did something for my mom. Something chandaizviudza kuti handiite, but because i wanted to save my mom i did it. And if that means I'm going to do zviri unpredictable for you then I'm ready to do it" "Even kumufira?" Mama vakadaro tikabva tatarisa ikoko tese. Vakanga vakamira havo vaakazembera gate ndokuti, "you know Rick better than anyone Bart. And kana kuri kuita the unpredictable kuti uve nemwana wake kutomufira ka? Or ndokunge iye Rick afa, so are you gonna kill him just to be with his daughter? what you did for your mom is totally different from this Bartholomew. Let it be the first and last time you come here and try to colonize my daughter because if you dare do that again I'm going to tell her father. Ko indava kusanyara iwewe kunyepera mwana zvakadaro? Hauna kuroora Rukudzo ukatonobvisa mari iwe?" Vakadaro mama Bart wacho akati, "this isn't a game or I'm tryna to colonize your daughter. Ndirikumuudza chokwadi and handisi kuzodzoka kumashure" akadaro Bart mama vakati, "pinda mugate Michonne, and book a emergency ticket you're leaving in the next few hours because this jerk is going to rape you tikasadaro" Vakadaro mama ndikamboramba ndakamira ndakatarisa Bart uyo akange ane misodzi pamatama. "Michonne i said in the gate!" Mama vakazondidaro nehasha ndikamhanya kupinda mugate macho. Ndaishaya kuti ndoita sei but ndakanga ndisiri kuda kudzokera out of country. Kana kubooker emergency flight yacho ndakanga ndisiri kuda zvekuti ndakabva ndangoenda kuroom kwangu kwakunozvikiira imomo ndikasiya key iripo padoor ndikanogara pabed ndakazvigumbatira ndakufunga zvaiva zvataurwa naBart tiri panze. Bartholomew. "This is bullshit Bart, and you know that" akasara achidaro Leen ndikati, "ndochokwadi shaa Michonne ndinomuda. Sorry you found out this way but ndinomuda. I'm not planning to use her because ndiye one munhu arikuita nditonasofeeler kuti chii chinonzi kuda munhu and you're not going to take away that from me?" Ndakadaro ndakaita kumutarisa akaseka achiti, "urimbwa wanzwa? This is the reason why wanga urikundi avoider? Ndakanga ndakuti uyiite move on Bart but wakatadza ukandivinga and fucked me in my office. Now that you've found a way yekuita nayo move on wakuda kungondisiya ndiri hanged? I'm not also going to let you do this, I'm not going to watch you move on from what we've shared, you ruined that for me by coming back to me ukatanga kundiitisa uchiziva kuti i like you, now I'm stuck with this damn thing between me and you wakuda kuita move on uchisiya inini ndiri stuck. Not happening, over my dead body. And if i may be more specific ndakurecoder zvese zvawaudza Michonne zvekusada Rukudzo saka ndinogona kuswera ndamupa audio yacho ukazochema back and forth. By that time Michonne will be out of country zvekuti hauzomuone futi. You're stuck with me Bart not this bullshit. Who does that? You fucked me more than 20 times and that wasn't part of the deal but wakanga wakunakirwa hako neni, now you want to fuck my daughter? She's like a daughter to you because I'm carrying your blood wanzwa? You should respect that. Take a chill pill and let's continue with what you've started. Kana ukafunga kuudza Rick about this pregnancy and everything i did for you, go on. I'm the one anogara naye saka nyaya yacho inogona kusara yava yako, unosara usina kana chinhu Bart. Kana humatanyera chaihwo unosara usina. You'll suffer more than hell on this earth. Even mama vaunoti wakaitira zvawaisada kuita unosara usina mama vacho. And trust me I'm capable of doing all that" akadaro Charlene ndokubva andikisser padama semunhu aita kutaurira munzeve mangu. "Undi unblocke manheru i want to feel your cock inside me. I wanna squirt like there's no tomorrow tonight. Meet me exactly 1900 hrs at our first place pawakazotanga kuziva kuti mukadzi anotundiswa" akadaro ndokubva adzokera hake mugate make ndikasara ndakamira. Ndakaita kunge ndaiva ndatombofreezer ndingori panzvimbo one. Mashoko ake aita kakupinza mhepo munzeve dzangu ndikamarangarira. Ndakazoenda kumota kwangu Rukudzo akundibvunza kuti ndirikupi. Ndakaenda ndichinomutora kwaiva asara akatombozama kundibvunza kuti chaiva chaitika kwandiri but ndakatadza kumudaira. Ndine mashoko andaiva ndataura ndichiudza Michonne pamusoro pake Rukudzo aiva asina kunaka. Ndaitadza kuzvibvuma kuti i had said all those words because of being afraid of loosing Michonne. Seriously ndakanga ndatya kurasikirwa naye but seems like Charlene akanga arikuzoita ndisawane mukana wekuziva chinonzi kuda munhu. All my life ndaingorarama nevanhu vaindida ivo and at the end ndaizoona kunge ndinovadawo not knowing kuti kumwwe kwaiva kunzwa tsitsi kumwe kuri kungonakirwa kwenyama. Michonne was about to leave the country zvamuchose and kuziva kuti ndaisazokwanisa kumuona futi kwaindipa shungu dzekuda kuti ndizvitadzise kuitika but ndichiziva kuti handina futi zvandaikwanisa kuitawo kuti zvirege kuitika. Takasvika kumba ndikangogara hangu pasi ndichishaya kuti ndoita sei. Ndakapedzisira ndatiza Rukudzo ndikanozvivharira mu longue. Ndakagara imomo kusvika ndafunga zvese zvanditi pamwe zvingaite kuti Michonne asaende but pazvese zvandakafunga handina kana kuwana chingandibatsire. Ndakapedzisira ndazongorara mulounge kusvikawo pakazotanga Rukudzo kuknocker akunditsvaga and aitova paphone namama nekuti pandakavhura door akapinda achiti, "Handisi kuziva kuti aita sei henyu mama. Tanga tatoenda mutown for shopping mushe mushe kwakuzongodzoka angori zii. Kuti nditi aonei handisi kutoziva" akadaro ndokubva anenekedzera phone yacho kuti ndiitore. She sniffed zvakaita ndione kuti ndaitomuomeserawo nezvandaiva ndiri kuita ndikatora phone yacho ndikaisa panzeve. "mama" ndakadaro ndichida kutomanikidzira kufara vakati, "Bart chii chaitika mwanangu, urikutyisa muroora wangu. Nesu kuno unotivhundutsa Bart, chii chanetsa mwanangu" "Hapana mama" ndakadaro ndikati futi, "I'm ok, kungoti ndaona munhu anga achiita kunge dad mutown vana sisi Mildy" ndakadaro ndichiziva kuti ndikadaro vanhu vanokasika kundinzwisisa. "oh my beautiful boy, vanhu ivavo hatisisina basa navo. We need to move on from what happened mwanangu. Don't stress yourself nezvinhu zvakadaro" Vakadaro ndikati, "ok mama, kungoti zvandifungidza how we suffered from what they did to us. Seeing them like varikufara broke me mama. But I'm fine" ndakadaro vakati, "ndosaka ndichiti namata mwanangu, zvimwe zvinoda kunamata" Vakadaro mama ndikati, "ndirikuenda kuchurch mangwana mama, don't worry" ndakadaro ndokubva ndakata ndikabata Rukudzo maoko ndikati, "I'm sorry babe, ndaidai ndisina kumbodaro" ndakadaro akayeredza misodzi akati, "I was scared Bart, I thought ndine zvandakuitawo zvausina kuda. Ndinokutyira Bartholomew and ndinenge ndisingazive kana zvekuita" akadaro ndikati, "thanks for caring babe, I've got someone wandirikuda kuona na seven. Someone like a therapist ndimbobatsirwa" ndakadaro ndokubva agutsirira musoro wake hugging me. Stay tuned. End of chapter 19. This is not a free book fellas It's going to be onsale on chapter 21 Saka nyaya iripo ndeyekuti ugare wabata nzvimbo. The thing is tine promotion ye buy one and get one for free. So ukatenga rino watopinda mupromotion yekuti unozowana rimwe raunoda mahara. And tichange tine mutengo uri pasi nekuti ichiri promotion. *$1.20 USD ecocash.* $1.20 innbucks. *40 ZiG ecocash.* (O786192322, Tinashe M Munyengeni ecocash number) Note: maprices achange asiyana kana promotion ikapera. *$1 USD airtime.* (Buddie or netone) *25 Rand voucher.* Ott, Blu voucher or 1 voucher. _Kana mangoisa mari yenyu nhasi ibvai mangouya inbox neproof yenyu mobva mataura rimwe book ramurikuda. Ndichakupai refree ramunenge muchida then you'll be added ku Sub kuchange kuchiuya Redemption. So get your seat today. Send your proof apa, O786192322 musaise proof kuma text_ *Booklist* Favor Unseparated Zvemoyo Mistakes. Israel I married my uncle. Hidden Feelings The Samaritan Conception Donor Ndinevimbo Incestuous Infidelities So mabooks iwaya akatopera unosarudza raunoda ndokupa.
❤️ 🙏 👍 😂 😮 😢 211

Comments