Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
Baba Tanya Miti Kurapwa Kwezvirwere
February 8, 2025 at 11:00 AM
Makadii mukoma baba Tanya ..mufaro wandiinawo handigone kuutsanangura ndaive ndavamunhu asisina kana hope neupenyu nekuda kwekuoma kwakaita zvinhu muhupenyu hwangu murume anoenda kubasa everyday asi kuti Mari iwuye mumba hayiuye ndaive ndirimunhu wekurarama nekukumbira kwega kwega pachikafu ndichiitira vana asi Nyasha dzakawanikwa mukoma ndakange ndakutsvaga chero basa ringandipe mari ndakungoti chero Mari yauya hayo hazvina basa asi ndongoda kutenda kumafastings nemaremedy atirikushandisa zuva rekupedzisira pakufaster musiwa 4Feb ndakabva ndafonerwa kunzi urikuda basa here musiwa 5 ndakabva ndatanga kushanda Mwari akanaka hamawe musatarisire pasi minamato nemaremedy Aya ita ese hauzive paunoyambukira chokwadi Mwari ngavakuropafadzei mose nefamily yenyu mukoma ...ipapa remedy yatirikuita yeCinnamon neweti ndakaita nezuro nechikumbira macustomers akauya ndinozvitenda chose Mwari ngavakuropafadzei🙏
❤️ 👍 3

Comments