Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
February 2, 2025 at 06:09 AM
Varikuda book rese kubva pa one follow my WhatsApp channel https://whatsapp.com/channel/0029VaEpX4f3mFYFDMD9w709 Follow and like my Facebook page https://www.facebook.com/share/15kBB7fgtT/ Join my WhatsApp group https://chat.whatsapp.com/DTWYfAd4dxz9uQps8PSFGi *Redemption* Written by Tinah Munyengeni O787336898, O786192322 Chapter 21. (Last free chapter) Bartholomew. "Michonne?" Ndakadaro ndatoshamisika nekunzwa voice rake paphone yaCharlene. Again she sniffed zvandakanzwa paphone ipapo ndikati, "are you ok? Michonne talk to me" ndakadaro akati, "I missed you Bart, ndaba phone yamama inini handisisina phone. Vakanditorera yangu, we need to talk Bart but handisi kuziva kwandiri kuti ndekupi. Pane kwandaendeswa namama an..." Ndakamumisa ndikati, "tell me kuti kwauri kwakaita sei. Imba yacho nedura-wall" ndakadaro ndatofungira kuti pamwe kunogona kuri kuya kwandaiva ndakarapirwa. "did i just hear you saying Michonne?" Ndakavhunduka ndichibvisa phone panzeve ndikatarisa Rukudzo uyo aiva akamira hake padoor akanditarisa. "babe i can explain this" ndakadaro akati, "Michonne wako arikungoti hello hello uyo" akadaro and ndipo pandakaona kuti ndaiva ndisina kukata. "shit!" I cursed hanging up ndikati, "babe i know what it looks like but mira ndita..." Akandigurisira panzira Rukudzo achiti, "is this the same Michonne wawakauya uchitaura this other day wakadhakwa Bart? Michonne mwana wamai Zinyama here?" "No ndewekubasa" ndakadaro ndatoona kuti zvinhu zvacho zvakanga zvakuwedzera kuda kuva complicated. "Bart urikumbozviona kuti you're becoming a liar? Yesterday hauna kurara pano ukati waiva kupungwe, but wakabva panapa uchiti urikunoona therapist. Ndakubvunza makuseni kuti ichurch ipi waramba kutaura zita. Wakarara kwana Michonne iyeyu?" Akadaro Rukudzo ndikati, "ndakarara kuchurch shaa, ndinenge ndichinyepereiko kana ndiwe? Ndirikutotaura na Michonne uyu ndewekubasa because ane zviri kutoitikawo kwaari. Arikutoda kuti ndimupe mari nekuti pane zviri kunetsa" ndakadaro ndichibva ndanzi, "tione ka phone yako?" Akadaro aisa ruoko pamberi pangu. Instead yekuti atsamwe she was smiling zvakaita ndinasofeeler bad. "Ndirikutokuudza babe, handina kana zvandiri kuita naMichonne. Haasi wekwamai Zinyama uyu" ndakadaro ndichimupa phone yangu akati, "ndazvinzwa hangu" akadaro ndokubaya-baya phone yangu akati, "Charlene ndiye waurikuti Michonne. Bartholomew urikumboita sei chaizvo?" "Ndirikuda kungotaura chokwadi, Charlene ndiye receptionist wekubasa kwangu so Michonne akumbira phone yake akandiudza kuti arikudirwa mari pane zvirikuitika" ndakanyepa akati, "this is not good Bart. This is not good at all, you're becoming something else. Something which is terrible going to bring trouble into our marriage. Zvese zvaurikuita mazuvano it's a work thing? Hakuna chauchaita chisiri chekubasa kwako. Bart asi chii nhai? Inyaya yekuti handisi kukwanisa kuitawo mwana here?" Akadaro ndokugadzika phone yangu patable kwakuyeredza misodzi ndikati, "babe it's not like that, usatombodaro. I told you kuti mwana anobva kuna mwari. And I'm not cheating on you Rukudzo trust me. Zvemwana it's not a big deal, we'll figure it out as long you're by my side. We will figure this out ok? Together" ndakadaro ndokubva azoramba akanditarisa ndikati, "ndingaite zvandiri kuita nekuita as if ndine zvandiri kuhwandisa but ndoziva kuti uriko Rukudzo. Wakandikoshera muhupenyu hwangu, ndokuda wanzwa?" Ndakadaro kwakubva agutsirira. I kissed her forehead ndikati, "now i have to go kumba kwaMichonne ndione kuti chii chirikuitika. Ndogona kudarika neku police station nekuti zvirikuitika ikoko handisi kuzviziva" ndakadaro nekuti i really wanted to be alone. "Ndogona kungoenda newe" "This isn't safe babe, according to Michonne seems like she has been kidnapped or something. Handisi kunasoziva saka it won't be safe going out there with you ndisiri kuziva kuti chii chirikuitika" ndakadaro ndikati futi, "ndodzoka manje manje ok?" She nodded zvakaita ndibva ndamukisser ndikabuda. It was past 5pm and ndaida kuti ndikasikewo kudzoka before 8pm. The previous day Charlene ndiye andikonzera kuti ndisarara pamba. Kulodge kwacho kwaiva kusina kumbonakidza sezvakwaisiita mazuva ataiva tazvitanga. Munhu wandaitofunga akanga ari Michonne and ndaiva nestrong feeling yaindiudza kuti akanga asiri mwana waCharlene. Somewhere pakanga pane secret behind and i needed to find out kuti zvii zvaiva zvakaitika nekuti Charlene aisakwanisa kuita ambuya vangu. Message yaiva yakazoiswa naMichonne yekuti aida kundiona ndiyo yakandipa simba rekutobuda ndichisiya Rukudzo ari ega. Ndaiva ndisiri kuziva kuti ndodii but munhu wandaida kutanga kutsvaga ndiAudrey nekuti ndiye munhu aigona kundibatsira nenzvimbo yandaiva ndakambogara achindirapa. Kwekumuwana ndiko kwandaisaziva hangu and ndaitofana kuti ndibvunze Leen andipe information iyoyo. Kumubvunza futi kwaigona kundishaisa information yandaida kureva kuti ndaifana kutotsvaga ndega information yezva Audrey wacho. Ndaiva ndatongofungira kuti maybe ndiko kwakanga kwaendeswa Michonne and i really wanted to see her ndotaura naye in person nekuti ndaitoda andiudze kuti zvakanga arikufungawo nekuti kutosvika pakuba phone kwaitoreva something. Ndakazomisa mota yangu ndava few house's away from pamba pangu ndikafonera Charlene. Ndiye akadaira and i was right Michonne akanga atoita zvekuba phone yacho. "Bart?" Akadaro Charlene ndikati, "I need to see you, like right now" ndakadaro akati, "kwakanaka here?" Akadaro ndikati, "I can't tell you that over the phone, I just need to see you" ndakadaro akati, "ok ndokubata kana ndapinda mutown" "Be fast" ndakadaro ndokubva ndatosanopinda mutown macho. Ndakanomira mutown waiting for her call but 8 yakatosvika pakuchaya no sign of Charlene. I was pissed nekuti aitondinonokera ndakabva ndafona futi akati, "enda unondimirira kulodge uko ndakutosvika" ndakabva ndatokata ndabatwa nehasha. Ndaida kuti ndikawana information yekwaiva naMichonne ndoendako Leen akarivara and ndaida kutozomuhwandisawo kwangu ndega Michonne wacho ndozotanga kudealer naiye Leen. Zvekuti baba vemunhu wandaida vaindivhima ndakanga ndazviudza kuti hazvina basa taizotangira pakuumba hukama nekuti ndainzwa zvichingonzi vanhu vanotanga vakavengana ndivo vanozowirirana, so i just thought kuti Charlene akanga arikuzoita muvengi wangu in future then Rick akanga arikuzoita vatezvara. Ndakaenda palodge ndokunomirira Charlene uyo asina kana kubvira abudikira hake. I tried to call to her phone yakanga yakusatoita. "this is bullshit" ndakadaro ndichirovera phone yangu yacho pa steering wheel but haina hayo kutsemuka. "ndechipi chipatara chingaendwe naCharlene nemurume wake?" I asked myself ndakuda kutotsvaga Audrey wacho ndega. Ndakabva palodge pacho ndichienda kumaraini kwana Leen kumba kwake. Ndaka calculator ma surgeries nema clinic aiva padhuze ndikaona ari 5 kureva kuti ndaigona kutopedza husiku hwese ndiri busy kutsvaga Audrey. It was now past nine saka ndakabva ndafonera Rukudzo ndikati, "ndinogona kutadza kukasika kudzoka. The situation is tough here" Rukudzo. Akazouya the next day munhu asina kana mufaro ndikati, "what happened? Are they ok?" Ndakadaro akati, "yeah they're ok, vakanga vapindirwa nema robberies so Michonne akazopfuurwa pagumbo. So I'll be visiting and I'm the one who's paying her bills" akadaro ndokubva agara pasi ndokubata kumeso kwake. "Babe don't stress too much" ndakadaro akati, "pakaipa shaa, they're not just my workers. They are like a family to me nekuti vanoshanda neni zvakanaka, and they're going through all this because of me. Vanhu varikufunga kuti company yangu ine mari stereki saka their trying to robb me through my workers" akadaro ndikatonzwawo tsitsi asi ndichiziva hangu kuti kunyepa. Bart akanga atova munhu anonyepa zvekuti akakubikira nyaya unosara uchitonzwa tsitsi nekuti ma facial expressions anoenderana nenyaya dzake aigona hake kumapfeka. Ndakanga ndatozosara ndikabatanidza ndega and realized kuti munhu aigona aitoda hake mwana wamai Zinyama nekuti musi wataiva tasangana navo mutown ndiwo musi waiva azoswera akazvivharira. Ndichimunzwa achitaura naMichonne paphone ndakabvuma hangu kunyeperwa handina kuda kungwarisa. Ndaida kufambira nyaya dzangu zvisina kana dzungu nekuti Bart akanga akuda kuzviita munhu akangwara. "sorry babe, it'll pass. Apa watosvika ndichida kunoona umwe manager wepachiken inn iri tichangotanga kupinda mutown. Ndinogona kusigner contract ikoko saka ndirikuda kutoendako ndaidai ndatombokupa massage you don't seem ok" ndakadaro akasekerera zvekumanikidza achiti, "just go babe, if it's business go. Handisi kutomboswera pano ndirikuda kuenda kubasa. Or just let me take a quick shower I'll pass by dropping you pachicken inn pacho" akadaro ndokubva atoenda hake konogeza. Kunoona manager ndaida hangu asi i also wanted to meet up with Isaac wandaiva ndirikuda kubvunza zvimwe zvinhu. Akapedza kugeza Bartholomew akati tiende, munzira macho ndini ndaingozama hangu kumutaudza kusvika azonondisiya pandaida akuenda kubasa kwake. Ndakawirirana namager ndikasigner contract yegore. Ndaizova supplier huku 200 every one week kureva kuti ndakanga ndakufana kuwedzera huku dzacho. Business racho rakanga rine mari nekuti malayers nekuside aipinza mari kozoti nguruve. Ndakanga ndirikuda kutotenga yangu mota ndosiyana nezvekudarika ndichisiwa mutown naBart. Iye ndiye wandaida kutanga kutengera mota on his birthday nekuti rakanga rakuda kusvika. Ndaida kumutengera ka Benz kangariwo class zvekupinda mutown nekudii dii ane mukadzi wake paside ndozotenga yangu after iye. Ndakadarikira kuzopinda mutown nema lifts kwandakanosangana naIsaac ndikatenga madrinks ndini ndokubva ndazomuti, "ko kwanga kuri seiko kupungwe kwamanga muri ne Saturday?" "Kupungwe?" Akadaro zvekutoshamisika ndikaseka ndichiti, "ehe kupungwe kwamaiva naBart nekuti akatozodzoka Sunday makuseni ka?" Ndakadaro ndakamutarisa ndichida kuona facial expression yake. Akambonyarara ndokuzoti, "hooo haa, ndazoziva, taiva ne all night prayer. Ndini hangu ndakatomu inviter kuti auye. Zvekunamata mazuvano haachadewo mukomana wacho uyu, ndakatoita zvekumanikidza ipopaye" akadaro ndikaseka ndichiti, "ko ayiti akabva atendeuka wani?" Ndakadaro zvandaitsvaga ndakanga ndatozviona hangu kuti Bart aiva anyepa. Isaac akazama kuda kuvhara-vhara but handina kuda kuzombotaurisa hangu naye. Ndakabva ikoko ndakutotsvaga ma directions ekubasa kwamai Zinyama. Ndaingoda vatsiure mwana wavo asiyane nemurume wangu nekuti ndakanga ndiri kutadza kutofara nemurume wangu nekuda kwaMichonne. Ndakaenda kubasa kwavo ndikabvunza musikana aiva pa reception akati, "mama havapo pana baba vatosvika manje manje" akadaro ndikati, "ehe ndirikuda kuvaona" akabva adaidza one guard akaenda neni kuna vaZinyama vacho vaiva muoffice mavo vachiti, "just make sure kuti nzvimbo iyoyo iri well secured. Ndichauyako manheru" vakabva vatokata phone yacho ndokuti, "Miss how may i help you?" Vakadaro vaisa maoko muhomwe ndikati, "I'm Mrs Mangava, ndiri mukadzi wa Bartholomew. I've been having problems nemurume wangu kumba uko asiri kurara kumba. And pazvinhu zvandakazoona kuti zviri kukonzera zvidaro mwana wenyu imimi. Michonne arikuita basa rekudanana nemurume wangu so i came straight to you kuti mutsure mwana wenyu mega" ndakadaro akati, "wait you mean muri mukadzi wa Bartholomew Mangava? He's still alive? Atiroko, and he's dating my daughter Michonne? Wow, what a small world?" Stay tuned. End of chapter 21. End of free chapters fellas. I'll be grateful if you come join others kusub. *Book rakuda vakatenga kuti varambe vachiverenga. And like i said maprices ne promotion will changed. Promotion yapera hauchawane two mabooks kana ukatenga* *$1.50 USD ecocash* 45 ZiG ecocash *$1.50 innbucks* 45 buddie airtime transfer. (O786192322 Tinashe M Munyengeni ecocash number) *$2 USD airtime, scratch card or transfer. Buddie or NetOne* 30 Rand voucher *Blu voucher, Ott, 1 voucher* Varikune dzimwe nyika munotengerwa nehama dzenyu dziri kuno mozouya inbox neproof. *Proof ngayiiswe pa WhatsApp, musaise proof kumatext. O786192322, O713786647 send your proof pama numbers ayo* #baba two [O786192322]
❤️ 🙏 👍 😂 😢 😮 156

Comments