Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
Tinah Stories 🇿🇼🇿🇼
February 6, 2025 at 06:30 AM
Join my WhatsApp group https://chat.whatsapp.com/HhoyED9tNtbI8nDVuHf8Ho Follow my WhatsApp channel https://whatsapp.com/channel/0029VaEpX4f3mFYFDMD9w709 Follow and like my Facebook page https://www.facebook.com/profile.php?id=100088230793445&mibextid=ZbWKwL INCESTUOUS Tinah Munyengeni O787336898, O786192322 C 06. Christopher. "Nhaiwe?" Ndakadaro ndatoshamiswa nezvacho zvaiva zviri kutaurwa naSandy. Zvese zvaiva ataura ipapo zvaitova shocking zvekuti ndakatoshaya futi zvimwe zvekuita kunze kwekungomuti nhaiwe. Ugoona ininiwo ndaiva ndisina kumbozvitarisa kuti ma crutches aiva arimo here mumota. "ndatokuudza zvaitika, and ndatokuudza futi zvekuita kuti munhu wako abatsirike otherwise anorara musango nhasi" akadaro akutofamba kuenda hake kukitchen and airatidza kusava nebasa nazvo. Ndakamedza mate kwakumutevera ndikati, "Sandra you don't have to do this, ndakutokumbirawo undiudze kwawamusiya ndinomutora hangu ndonomuisa kumba kwavo. Necondition yaRufaro iya watadzawo kunzwa tsitsi?" "Kana iye achiziva kuti ane condition isingaite varume anovadii? Anofunga kuti angangobve hameno kwaanobva uko kuuya kuzokutora inini ndonyarara? Aihwa hatidaro" ndakanzwa kupererwa nezvekutaura nezvekutomuita Sandra wacho. I breathed in and out trying to calm myself down ndikati, "Rufaro hake haasi kana musikana wangu, angori munhu arikudawo help. Musikana wangu ndiye wawatoona abuda apa uyo Sandy, Rufaro munhu wandiri kutoda kubatsirawo" ndakadaro zvikanzi, "hooo watowana simba rekupinza musikana wako muno? Asi nyangwe zvakadaro Rufaro unomuda ka?" "Handimude" ndakakasika kuramba akaseka achidira mvura muglass kwakunwa hake zvekutodada chaizvo. Ndakamedza futi mate hameno kechingani akati, "ndinotoshaya kuti inini wacho unondishorei? Good body structure, beautiful face. Ndakadzidza kusvika ndava nedegreee. Saka chinonetsa chii nhai Chris chaungati urikundirambira kuti ndiite mukadzi wako nemadiro awaimbondiita aye Chris usati waenda ku Namibia?" Ndakaramba ndakamutarisa ndichitarisa zvese zvacho zvaaiva ataura aitova nazvo zvesure. Structure yaiva yakanakisa, kozoti kumeso zvaiva izvozvo futi Sandra aiva akatonaka zvekuti ndikatonzi nongedza vanhu vakanaka aitokwanawo. But nekunaka kwake ikoko ndaiva ndisina kana chandinomunzwira, and hameno nei aitadza kungonzwisisa kuti handimude semunhu aizvizivira kuti akanaka aizongowana futi umwe anomuda. "Wazvionawo ka kuti ndakanaka?" Akadaro achitenderera kwakundifuratira ndikati, "Sandra hona makangoita zvekundijuma. Apa ndine zvakawanda zvandirikuda kugadzirisa. Dai wambondipawo nguva ndapedza zvandirikuda kugadzirisa tozotaura nyaya iyi, for the meantime womboenda hako kumba kwenyu, but ndiudzewo kwawasiya Rufaro please Sandra ndiri kutokumbira" ndakadaro akabva afamba kuuya kuside kwandaiva ndokumira pamberi pangu chaipo takatarisana. "Kumba handichadzokere Chris, dad vako vakasiya vatobvisa pfuma kumba kwedu vasati vashaya vakati ndini ndichaita muroora wavo. He gave me everything kusanganisira nzvimbo yaifana kunge iri yako iwewe pabasa. Tikangotanga kuwirirana apa zvinhu zvedu zvinototanga kufamba smoothie, dad havapenge kusiya vandiita financial manager" akadaro akubata-bata pamberi pangu ndikati, "usadaro mhani, imbomira kunyepa iwewe. Dad hapana pavangamboita zvakadaro vasina kutaura neni" ndakadaro akati, "nharo dzega ndidzo dzichakuita ufe nenhamo. Ipapa kutanga kutsvaga basa unoriwana kupi iwe? Uchitadza kungondibata mushe titorarama normal life" akadaro achitobvisa top yaaiva nayo ndikatarisa hangu side. Ndaitoshaya kuti ndomunyengerera ndichiti kudii ne situation yaiva yatovapo munhu aiva akutoratidza kuti arikuda kundi seducer. Apa inini wacho ndagara ndaitova sex addict. I was so addicted to sex zvaitondipedza simba. Ndakangoti rega ndimutarise kuti arikuda kuita zvipi wanei munhu atosara mazamu panze nepant chete. Ndakanzwa pahuro kutooma nekuumbika kwaiva kuchiri kwakaita zamu rake Sandy wacho. Ziso rakabva ipapo kwakunomhara pahasha pacho ndikanzwa mukomana achitoita movement. "shit" I cursed ndichitendeuka kuti ndibude hangu munhu akandibata. "Chris chill, don't you like what you see? Hummm?" Akadaro achiruma muromo wake zvechihure chaizvo and ndaiva ndakutadza kuzvidzora. "Chris, inzwa zvawaita" akadaro atondibata paiva pazvimba pacho ndikamedza mate. Ndakaiswa maoko mutrouser ayo aita kakudziya kakaita pfungwa imborasika munzira zvenguva diki-diki kwakuvhara maziso ndichiterera kupuruzirwa kwandaiva ndakuitwa. "let's do it here daddy, ndaiva ndakakumirirai sure all these years" akadaro Sandra achibva atanga kundikisser. Inini wacho semunhu aiva akangoshama muromo zvakamupa mukana wekundikisser Sandy wacho and I couldn't fight her nezvaiva arikundiita down in my undies. "Humm" ndakadaro ndichimubata kuseri kwemabums pulled her closer to me ndichinasonzwa kuti pano zvandikunda. Ndakamapfanya-pfanya katwo kwakutanga ku responder-wo kiss yacho zvenharo. Ndakapfekera ruoko mune rakewo pant ndakutongoda kuti ndiite zvaida. Ndakamuisa chigunwe akashinyira zvakaita ambomira kundikisser ndikati, "tell me kuti Rufaro arikupi babe, I'll marry you wanzwa?" Ndakadaro ndiri busy kumukwiza down there zvikanzi, "umm ummm Tanga warara neni Chr...." She didn't finish off her statement ndaita kakuisa chigunwe kumusoro kwakukwenya-kwenya ipapo akati, "ah Chris kani"makumbo akabatanidzwa kuti ndisabvise rukoko ipapo ndikati, "tell me arikupi?" Ndakadaro akati, "oh Chris f*ck me first" Rufaro. "Nhai urikuenda kupi?" Ndakaitwa kudaro neumwe munhu anenge aiva arikutengesa hove ndikati, "kuChinhoyi" ndakadaro ndichipukuta kumeso kwangu kuti asaone kuti ndaichema zvikanzi, "gumbo wakaita sei? Apa hauone?" Ndakanzwa misodzi kuda kutodzoka but ndakazama nepese kuimisa misodzi yacho. "ko avo vauya kuzokusiya ndisisi vako?" Voice rangu rakaramba kubuda zvakaita ndizodzungudza musoro ndichitarisa side zvikanzi, "chiii chirikuitika nhai sistran?" The guy keep on asking zvakaita ndingoture mafemo ndikati, "ndakaita accident nezuro ndikatyoka, so nhas.. .nhasi...." Ndakatadza kupedza kutaura shungu dzandikurira kwakuchemera mudundundu. "Eish sorry henyu sisi, sorry ndabvunza zvirikukuchemedzai. But ndikakuisai mubus munokwanisa kusvika kumba here manje?" Akadaro mukomana uya achinzwika kuva concerned ndikati, "hameno, ndikasvika hangu kuChinhoyi handizotadze kusv...svika" ndakadaro ndokupukuta futi kumeso akati, "eish, apa gumbo racho kana raiswa plaster nhasi pakutoda zvekufambisa haaa. Hey Martin misa bus iro shaa tikwidze sister vangu ava" akadaro mukomana uya ndikanzwa yangova miridzo and rinenge rakamira bus racho. Akaendako mukomana uya akazodzoka akuti, "haaa pakaipa muchembere, inini munhu paasiwa panapa handina kumbozvidhabhura kuti haatoone. Ndangoti pamwe munhu atori boe anozongokwira lift onderera mberi ne journey" akadaro ndikanzwa voice ramama vachiti, "waita hako basa mwanangu, ndamborara kumba here?" Vakadaro kwakutokosora havo zvakaita moyo wangu uyende kure kure. "Rufaro mwanangu" vakadaro vatondibata ndikayeredza misodzi ndichitadza kutaura kwakungoshama shama muromo. Ndaitoda kurova iri mhere asi ndichizvitsindidza. "sorry kani sisi, sorry Mai vangu, musachema mama ndauya handiti? Takuenda kumba mwanangu" vakabatsirwa kunditakura mama kuenda kubus and ndakaita zvekutozotambidzanwa mubus imomo kusvika ndagadzikwa paseat mukomana uya aiva amisa bus panze akatevera achiti, "muchembere mubatewo neapa muwane yekutengera sistran yangu mapiritsi, ndinonzi Gideon" mama vakatenda zvandakanzwa ndikavanzwira tsitsi Mai vangu. "Mwari makanaka, handina kurara mwana wangu, handina kurara kani. Hana yaiva mumaoko, ndangoti regai nditevere kuHarare ikoko, ndauya makuseni ndikaita sebenzi kumadriver emabus ndichimisa ndichibvunza. Ndaudzwa kuti pane rakaita accident ndikati haangavi Rufaro wangu ndaramba. Ndanga ndisiri kuzvibvuma Rufaro iwe, ipapa ndanga ndakutoda kunoburuka muBanket" vakatanga nekudaro mama ndikati, "mama handizive rimwe zuva ndichakufadzaiwo here? Handizive kuti ndichakwanisa here kuzokuitirai zvishuvo zvemoyo nekuda kwerudo rwenyu. Mama ndinokudai mama ndinokudai ini" vakandimbundira ndipo pandakachizonasochema manje ipapo ndiri mumaoko avo. Ndaitoshaya kuti ndaizovapei nerudo rwavo, zvese zvavaiva vakandiitira kubva ndiri svava. Ndaiva ndatombozama kuenda kubasa ndichiti ndizovafadzawo kusatoziva kuti ndaiva ndiri kutowedzera kuomesa zvinhu hubofu hwacho hwaiva hwazondisvitsa pandaiva apa. Ndakachema kupedza shungu dzese dzezvaiva zviri kuitika muhupenyu hwangu. Ndakashaya kuti saka ndaizovei inini? Mama ndaivanzwa vachingotenda vanhu vobva vandibhabhadzira ndofunga vaitopihwa havo mari nevanhu vaiva mubus. Ndakatozogumisira ndarara ndichingochema ndikazomuka ndatova panze bus rinenge raiva ratoenda mama vachitaura namai Shania vachiti, "bus ravakakwira rakaita accident asikana imi, apa mugoona pandaudzwa ndatotuka munhu wacho kuti arikushurukidzira mwana wangu zvakaipa, hameno ndianiwo azomuisisawo plaster kwakumusiya pavakomana vehove vaye. Imi mubus macho mandanga ndiriwo umu vanhu vacho vaita sevapfekwawo namwari kwakutanga kundipa mari hanzi ndibatsirikane, mukoma wacho wepahove uya andipa $150 Mai Shania handisi kutogona kana kutenda mwari. Ipapa ndirikuda kutobva pano ndinotsvaga ma crutches, aihwa chero akapora akusiya hake kufamba nemabus ndichaona zvekuita ini. Handingamboshaye yekupa Rufaro uyu kuti adye chero ini ndikarara nenzara, ndakabva naye kare munhu uyu. Mama vake chaivo vakasiya vati..... "Amuka" vakadaro Mai Shania mama kwakuzotura mafemo apa inini ndaiva ndateya nzeve kuda kunzwa paiva panzi mama vangu. "Rufaro mwanangu" vakadaro mama ndikati, "mama" "Tasvika kumba, ndakuda kunokutsvagira ma crutches wanzwa? Saka unogona kumbosara panapa namai Shania ava ndimhanye kunomatsvaga" Stay tuned. End of chapter 06.
❤️ 🙏 👍 😢 😂 😮 53

Comments