🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
February 12, 2025 at 12:03 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17
*Kunwira doro pamba kwakangooma, last weekend ndakazoti ndabatwa naro 🍺 ndakupa madam phone 📲 ndikati isa number dzako tozotaura manheru madam vave busy busy nekubika🏆😭😭😭 kutaura kudai ndave ne 3 days ndichigara ndega😭😭🤦🏻♂️*
Vadare imbotongai iyi, marriage yangu yaparara😭💔🤦🏻♂️
😂
😢
😮
👍
🙏
❤️
🤣
💔
😄
😭
219